NHAU DZEKUMATARE

10 years ago | September 5, 2014

Mukadzi wekutizwa akadya marasha mudare

MUKADZI wekutizwa nemurume achinotanga imwe mhuri akadya marasha mudare zvisinei nekuchema-chema kwaitwa nemurume wake.

‘Hongu, wakandibata nechikomba, asi . . .’

Yvonne Chipato MUKADZI wekubatwa aine chikomba ndokuedza kutanda nyadzi, kuburikidza nekushandisa dare kuti apihwe gwaro ...

‘Mukadzi anoda kundibaya nebanga’

Arnold Kaseke SAMUSHA wekugarooneswa ndondo nemukadzi waakarambana naye akazonopotera kudare achiti anoda kubaiwa nebanga.

Gakava rerendi rakaperera kudare

Yvonne Chipato ROJA rekutsika madziro richiramba kubhadhara chikwereti cherendi chepamba paraimbogara rakanzi nedare ...

‘Angori babamunini, handidanane naye’

Arnold Kaseke MUKADZI akaroorwa akaendeswa kudare nemumwe mudzimai ari kumupomera kudanana nemurume wake achiti imba ...

Oda kubhadharwa nhare nerudo

DHIRI rekutengeserana nharembozha rakazozvimbira mumwe mukadzi apo murume akange amutengesera anonzi akati ava kuda ...

Vorwira nhaka yevabereki vakafa

CHIREVO chinoti, “Pfuma yenhaka inoparadzanisa hukama” chakazadziswa zvichitevera nyaya yemukoma nemunin’na avo vanogara ...

Anoda mari ye‘airtime’ pamendenenzi

MUKADZI wekutizwa nemurume achisiiwa nemwana akazoenda kudare achida mari yemendenenzi inosanganisira ye“airtime”.

Anorohwa nemukadzi wemukoma

Yvonne Chipato MUCHINDA wekugara achizvakatswa pamadiro nemukadzi wemukoma wake apo wake mukadzi nevana vanenge ...

10 years ago | August 29, 2014

Vahosi igejo rekumusha

Yvonne Chipato MUKADZI vahosi pabarika, uyo anoti anomanikidzwa kugara kumusha apo murume wake anenge achisasana ...

Vorwira nhaka yababa

Yvonne Chipato MUKADZI wekuoneswa ndondo nehanzvadzi dzake nekuda kwepfuma yenhaka yababa vavo akazopotera kudare. ...

‘Dzako ishanje, ini ndakangodiwawo’

Yvonne Chipato GODO repabarika pakati pavahosi nanyachide rakazovasvitsa kudare apo mukadzi mukuru aiti akange ashaiswa ...

Mari yakapera nekutonyora

Arnold Kaseke VANHU vaive mudare vakatyoka mbabvu nekuseka apo mumwe murume akanga amhan’arirwa nemukadzi wake achida ...

Mukadzi wemuchato akasiiwa pamhene

MURUME wekutiza mukadzi wake wemakore, uyo waaine muchato naye, akazochechuka amiswa pamberi pedare. Sofia Bhosha ...

‘Mukadzi anokorobha pandinenge ndatsika’

Arnold Kaseke MURUME wekudhonzerwa kudare nemudzimai wake akagunun’a achiti mukadzi uyu haadi kumuona zvekuti akasvika ...

Anodzura muriwo kana agumbuka

Arnold Kaseke MURUME wekunzi anogara achizvindikita mukadzi wake ozopedzera hasha dzake mukudzura muriwo mubindu ...

‘Ndinenge ndakakoriwa’

MUDZIMAI wekugarooneswa pfumvu nemurume wake akateterera mudare achiti anodawo zororo kubva mukuzvindikitwa uko pavakaroorana.

‘Anoda kundibvisa ziso’

Arnold Kaseke NYAYA yekurwira munda pakati pevamwe varume vaviri yakazosvitswa kumatare apo mumwe wavo anonzi akange ...

10 years ago | August 21, 2014

Usade kundichipisa: Mupurisa

MUPURISA wekuendeswa kudare nemukadzi wake nenyaya yemendenenzi akati mudzimai uyu ane hudyire uye aida kushandisa dare ...

Oramba chikwereti chezvidhina

Yvonne Chipato VAVAKIDZANI vakazvuvirana kudare nenyaya yechikwereti chezvidhinha apo mumwe wavo aichiramba. Loyde Tsuro ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>