NHAU DZEKUMATARE

10 years ago | August 21, 2014

‘Kumba ndinotiza huchapa’

PANE mukadzi akaudza dare kuti murume wake anomushungurudza apo asingabvire muchipfambi. Happymore Chikwata akaendesa ...

Apedzera midziyo kushamwarikadzi

Yvonne Chipato MUMWE murume akadhonzerwa kudare nemukadzi wake achipomerwa mhosva yekutora midziyo yemumba achinopa ...

Mukadzi ‘okanikwa’ nezvipanera

Arnold Kaseke ZVIPANERA zvinozivikanwa nekuitiswa mabasa akaita sekugadzirisa motokari kana magejo. Asi mumwe mukadzi ...

10 years ago | August 15, 2014

Vorwira tsvina yemuchimbuzi

Arnold Kaseke HANZVADZI nehanzvadzi vakaendesana kumatare edzimhosva vachinetsana nenyaya yekusashandisa chimbuzi zvakanaka.

‘Anondityisidzira nerufu’

Malven Mugadzikwa CHIREVO chinoti, “Mvura yemubvumbi tiza ichiri kure” chakazadzikiswa nemumwe murume uyo akanopotera ...

Anozora-zora mukadzi mishonga yechivanhu

Yvonne Chipato MUMWE mukadzi anoti murume wake anochengera zvikuru zvekuti anogara achimuzora mishonga yechivanhu muviri ...

Akanorasira kasvava pachitoro

Shamiso Kufaruwenga MUKADZI wekubva kuMasvingo ndokunorasira mwana wake kasvava pane chimwe chitoro chiri kuBeatrice, ...

‘Hatimborambana, sungira imbwa yako’

Daphne Machiri VAMWE vakadzi vaviri vakakandirana mashoko makobvu nematete mudare vachirwira murume apo mumwe nemumwe ...

10 years ago | August 7, 2014

‘Ndibhadhare $60 yekufugura hembe’

Sandy Musungata CHEMBERE yekurumwa nembwa ndokuzoendesa muvakidzani wayo kudare ichida kupihwa mari yayakashandisa ...

Akanyn’ura adanana nemwana

Shamiso Kufaruwenga SAIMBA wekudanana nekasikana kane makore 16 okuberekwa, ako aishinha nako pamadiro, akaigochera ...

Vahosi nanyachide zvaburana

Arnold Kaseke VAHOSI nanyachide vakaendesana kumatare vachirwira murume apo mudzimai mudiki aiti ari kushungurudzwa ...

Akazvamburwa arutsira mubhawa

Nyore Madzianike MUKADZI wekuMabvuku neshamwari yake vakatarisana nemusuwo wejeri mushure mokuzvuvirwa kudare ...

Mwana ‘wemusango’ ofurufusha amai

Yvonne Chipato MUKADZI wekugara achinetsana nemwana wemurume wake akaenda kudare achiti anotukirirwa nezvinyadzi. Judith ...

10 years ago | July 24, 2014

Ofemerwa mugotsi neshamwarikadzi

Yvonne Chipato NYAKUONESWA ndondo neshamwarikadzi yaakapa pamuviri, iyo inomutevera kubasa pamwe nekumba ichimutukirira, ...

Akakwapurwa akumbira mari yekurapisa mwana

VANHU vaive mudare vakashaya neremuromo apo mumwe mukadzi akati nyaya dzemari hadzitaurwe mumba mavo uye murume wake ...

‘Uri mukadzi wemunhu, asi . . . . Tinongodanana’

VANHU vaive mudare vakanzwiririra apo mumwe murume akange amhan’arirwa neaimbove mukadzi wake achinzi ari ...

‘Iwewe kundiramba? Hakuna zvakadaro’

MUKADZI wekumhan’arirwa kudare neaimbova chikomba chake achinzi ari kuramba kurambwa pamwe nekutyisidzira kuzviuraya ...

Kudanana nemwana kwakamuparira

SAIMBA wekumanikidza kasikana kane makore 16 okuberekwa, ako aidanana nako, kupinda pabonde akaigochera pahutsi sezvo ...

10 years ago | July 17, 2014

Voda mendenenzi kumukuwasha

MUKUWASHA wekusada kuriritira vana vake avo vanogara naambuya vake akazoendeswa kudare. Annamore Munangwa akamhan’arira ...

‘Uri mhene saka ndipe twangu’

Yvonne Chipato MURUME wekuzvuvirwa kudare nemukadzi wake achinzi awedzere mari yaari kubhadhara yemendenenzi nekuti ...