NHAU DZEKUMATARE

12 months ago | April 17, 2023

‘Mudzimai akandiburitsisa basa’

Phillipa Mukome Chinhoi MURUME wemuHarare anoti haazi kukwanisa kuchengeta vana vake vatatu nekuti haashande ...

‘Handina chinhu, ndichiri mwana wechikoro’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wekuzama kunzvenga kubhadhara mendenenzi yekuchengeta mwana wake achiti iye achiri mwana ...

12 months ago | April 16, 2023

‘Agwanda ruzi’ mudare

Phillipa Mukome Chinhoi MURUME wemuHarare “akagwanda ruzi” apo akaenda kudare achida kuti $100 000 ...

12 months ago | April 13, 2023

Mabharani aba US$5 000 yechikoro

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI anoshanda semubati wehomwe (assistant clerk) pachikoro chakazvimirira cheCornerstone Primary ...

Akarasika njere abirwa US$3k nemudzimai

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare anoti aimbove mudzimai wake akamubira US$3 000 mubhanga make zvikaita kuti iye ...

Macheso anzi nedare abhadhare US$150 yekuchengeta vana vake 5

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare aendesa aimbove mudzimai wake kudare achiti anoda kuti abhadhare US$420 ...

1 year ago | April 8, 2023

‘Girlfriend iri kuramba kurambwa’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare anoti ari kushungurudzwa neaimbove shamwarikadzi yake uyo ari kuuya pamba ...

1 year ago | April 7, 2023

‘Ndafemeswa nemusikana wandakaramba’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare apotera kudare achida gwaro redziviriro kubva kune aimbove shamwarikadzi yake ...

‘Amai ndimi makauyara baba’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti mwanakomana wake nemudzimai wake vanogara vachimutuka kuti muroyi ...

Rambana nemusikana uyu: Dare

Phillipa Mukome-Chinhoi MUKOMANA wemuHarare wekuzvuzvurudzira mumwe musharukwa kudare achiti anoda kuti asiyane ...

‘Ndinoda kudzoka kumba kune murume’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti anoda kudzokera kunogara pamba paakadzingwa nemurume wake uyo ...

1 year ago | April 3, 2023

‘Murume wangu anoda vasikana vebasa’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare anonzi ane katsika kekupfimba vasikana vanomushandira mumba uye kana ...

1 year ago | April 2, 2023

Asungirwa mari yemakabichi

Muchaneta Chimuka NYAYA yekutadza kuvimbika mubhizimusi yaparira murume wekuMayambara, kwaSeke, uyo akaita museve waenda ...

Murambatsvina orara nevana pagedhi

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wekuDomboshava anoti ari kuoneswa pfumvu nemumwe mukadzi wemurume wake uyo ari kuuya ...

1 year ago | March 30, 2023

‘Mudzimai anondibatira banga’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare achema-chema pamberi pedare achiti mudzimai wake ane katsika kekumubatira ...

1 year ago | March 27, 2023

Atorerwa mukadzi nemuvakidzani

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare anoti ashaiswa rugare nemuvakidzani wake uyo ari kudanana nemudzimai wake uye ...

‘Ndiwe wakauraya murume’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoita basa rekubika sadza achitengesa anoti ari kuoneswa ndondo ...

1 year ago | March 22, 2023

Makore matatu mujeri amitisa mwana (12)

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 33 ekuberekwa wekuChitungwiza anobvuma mhosva yake yekubata chibharo mwana ane ...

1 year ago | March 13, 2023

Anokinditsa mudzimai zvose nemwana

Muchaneta Chimuka CHIREVO chinoti nyadzi dzinokunda rufu chinozadzikiswa nenyaya yemurume wekuChitungwiza uyo ashaya ...

Madzibaba abhinya achityisidzira nerufu

Muchaneta Chimuka MUPOROFITA wemanyepo amiswa mudare reChitungwiza Magistrate’s Courts achitarisana nemhosva ...