NHAU DZEKUMATARE

1 year ago | April 2, 2023

Asungirwa mari yemakabichi

Muchaneta Chimuka NYAYA yekutadza kuvimbika mubhizimusi yaparira murume wekuMayambara, kwaSeke, uyo akaita museve waenda ...

Murambatsvina orara nevana pagedhi

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wekuDomboshava anoti ari kuoneswa pfumvu nemumwe mukadzi wemurume wake uyo ari kuuya ...

1 year ago | March 30, 2023

‘Mudzimai anondibatira banga’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare achema-chema pamberi pedare achiti mudzimai wake ane katsika kekumubatira ...

1 year ago | March 27, 2023

Atorerwa mukadzi nemuvakidzani

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare anoti ashaiswa rugare nemuvakidzani wake uyo ari kudanana nemudzimai wake uye ...

‘Ndiwe wakauraya murume’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoita basa rekubika sadza achitengesa anoti ari kuoneswa ndondo ...

1 year ago | March 22, 2023

Makore matatu mujeri amitisa mwana (12)

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 33 ekuberekwa wekuChitungwiza anobvuma mhosva yake yekubata chibharo mwana ane ...

1 year ago | March 13, 2023

Anokinditsa mudzimai zvose nemwana

Muchaneta Chimuka CHIREVO chinoti nyadzi dzinokunda rufu chinozadzikiswa nenyaya yemurume wekuChitungwiza uyo ashaya ...

Madzibaba abhinya achityisidzira nerufu

Muchaneta Chimuka MUPOROFITA wemanyepo amiswa mudare reChitungwiza Magistrate’s Courts achitarisana nemhosva ...

1 year ago | March 12, 2023

Mwana kubatira amai banga?

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare aendesa mwanakomana wake kudare reHarare Civil Court achiti kana adhakwa ...

1 year ago | March 11, 2023

Azvambaradza tete anyimwa sadza

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 23 ekuberekwa anogara kuUnit H, kuChitungwiza, akazvambaradza kurova tete vake kunge ...

1 year ago | March 8, 2023

‘Landlady’ akatizira roja rake

Melody Vherenaisi RUDO rwaibhebha semoto wesora pakati pemudzimai wekwaMutare nemurume airoja pamba pake rwakapera ...

Vavakidzani vorwira chikorobho

Phillipa Mukome-Chinhoi IMWE shirikadzi yemuHarare inoti haina rugare nemuvakidzani wayo uyo anoituka zuva nezuva nekuda ...

1 year ago | March 2, 2023

Ozvindikitwa nemurume waakaramba

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti ari kuoneswa pfumvu nekurohwa pamwe nekugara achitukirirwa zvinyadzi ...

1 year ago | March 1, 2023

Orambira murume huchapa

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti haachada murume wake nekuti pose paanodhakwa, anoshatisa magumbeze ...

1 year ago | February 22, 2023

Mwana aba ‘sink’ yababa vake

Muchaneta Chimuka MWANAKOMANA wekuChitungwiza akabira baba vake sink yekugezera mandiro achibva angoirovesa izvo zvaita ...

1 year ago | February 15, 2023

Murume adzingisa mudzimai basa

Phillipa Mukome-Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare anoti murume wake akamudzingisa basa pachechi paaishanda sezvo aimurova ...

Opukutwa na’ex’ wake nemamonya

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare anoti ari kuoneswa ndondo neaimbove shamwarikadzi yake uyo ari kuuya kumba ...

‘Ndiri musvuu, handina mari yacho’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare, uyo anoshanda mubindu (garden), anoti haakwanise kuchengeta vana vake vaviri ...

1 year ago | February 14, 2023

Murume oudza mukadzi kuti ‘tsvaga hako chikomba’

Phillipa Mukome-Chinhoi MURUME wemuHarare anonzi ane katsika kekuudza aimbove mudzimai wake kuti atsvage chikomba ...

Abira sekuru kuti afadze ‘chimoko’

Lorraine Mathe SENZIRA yekuda kufadza musikana wake nekuenda naye kumafaro pamwe nekumutengera doro, murume wekuBulawayo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>