SHASHA yakambonetsa ichibatira nhabvu nyika yePoland, Jan Tomaszewski, anoti anofunga kuti Wojciech Szczesny haachambofe ...
GADZIRIRO dzemakwikwi emaNational Paralympic Games ayo akangana kusimudzira matarenda evanhu vanorarama nehurema mune ...
Abel Ndooka ACHANGE ari makuwerere kubvira svondo rino musi weMugovera apo pachatanga mitambo yeOrange African Cup of ...
MUTAMBI weArsenal Yaya Sanogo akatengeswa kuCrystal Palace nechikwereti kusvika mwaka uno wenhabvu wapera.
CRISTIANO Ronaldo akakurudzira vatsigiri veReal Madrid kuti vatsigire Gareth Bale uye vasiye tsika yekushoropodza ...
Abel Ndooka VATAMBI vetsiva vari kusimukira vachawaniswa mukana wekurwira zvidanho zvepamusoro mumutambo weChampions in ...
Abel Ndooka CHIKWATA cheZimbabwe Cricket chiri mukembi umo chiri kugadzirira kuenda kumutambo weInternational Cricket ...
SHASHA yemujaho wekumhanya yekuGreat Britain, Lee Merrien, achatadza kupinda mumakwikwi eLondon Marathon sezvo ...
ZVIKWATA zvenhabvu zvakakurudzirwa kuti zvipe vatambi vanogona vane tarenda mukana wekutamba mutambo uyu pane kuita rusarura.
SANGANO reHarare Metropolitan Pool League rinotarisira kuparura ligi idzva reHarare Metropolitan Pool Association ...
ZVIKWATA zvemutambo webeach volleyball zvakasangana svondo radarika kwaMachipisa kuHighfield, muHarare apo paiumbwa ...
MUTAMBI werugby weLeicester, Graham Kitchener, akasaina imwe kondirakiti itsva kuchikwata ichi icho chinokwikwidza ...
MUTAMBI weWest Brom, Saido Berahino, uyo ari kupisa parizvino, achatengeswa mwedzi uno kana chikwata ichi icho chiri ...
NEIL Adams akasiya basa rake rekurairidza Norwich. Chikwata ichi, icho chinotambira muChampionship, chakataura kuti ...
MUTAMBI wecricket weZimbabwe, Malcolm Waller, akaongororwa makandiro ake bhora ‘bowling’ kuSouth Africa svondo radarika ...
ZVIKORO zvakakurudzirwa kuti zvikoshese mitambo yakaita senhabvu, netball pamwe nevolleyball sezvo vamwe vana vane ...
. . . ndave kuenda nenyika MUTAMBI weZPC Kariba, Dennis Dauda, uyo akahwina mubairo weSoccer Star of the Year wa2014 ...
SANGANO reSports and Recreation Commission rinoti richatanga kuumba chikwata chitsva cheTeam Zimbabwe nguva pfupi ...
Abel Ndooka MUTAMBI akambonetsa munhabvu achitambira Rio Tinto pamwe nemaWarriors, John ‘JP’ Phiri, anoti ...
Abel Ndooka ACHANGE ari makuwerere svondo rino nemusi weChishanu muHarare apo pachagadzwa Soccer Star of The Year muligi ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright