MUTAMBI weWest Brom, Saido Berahino, uyo ari kupisa parizvino, achatengeswa mwedzi uno kana chikwata ichi icho chiri ...
NEIL Adams akasiya basa rake rekurairidza Norwich. Chikwata ichi, icho chinotambira muChampionship, chakataura kuti ...
MUTAMBI wecricket weZimbabwe, Malcolm Waller, akaongororwa makandiro ake bhora ‘bowling’ kuSouth Africa svondo radarika ...
ZVIKORO zvakakurudzirwa kuti zvikoshese mitambo yakaita senhabvu, netball pamwe nevolleyball sezvo vamwe vana vane ...
. . . ndave kuenda nenyika MUTAMBI weZPC Kariba, Dennis Dauda, uyo akahwina mubairo weSoccer Star of the Year wa2014 ...
SANGANO reSports and Recreation Commission rinoti richatanga kuumba chikwata chitsva cheTeam Zimbabwe nguva pfupi ...
Abel Ndooka MUTAMBI akambonetsa munhabvu achitambira Rio Tinto pamwe nemaWarriors, John ‘JP’ Phiri, anoti ...
Abel Ndooka ACHANGE ari makuwerere svondo rino nemusi weChishanu muHarare apo pachagadzwa Soccer Star of The Year muligi ...
Abel Ndooka CHIKWATA cheHarare City Football Club chakagadza Taurai Mangwiro pachigaro chinopisa chohurairidzi ...
MUMWE wevakadzvokora chigaro chekutungamirira sangano reInternational Association of Athletics Federations, Lord Coe, ...
Abel Ndooka SACHIGARO weZimbabwe Cricket, Wilson Manase, anoti bhodhi ravo richagadza dzimwe nhengo dzichapihwa basa ...
Abel Ndooka ZVIKWATA zvitanhatu zvevolleyball zvevarume nemadzimai zviri kuenda kuMaputo, kuMozambique uko ...
SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu ichitambira zvikwata zvinoti Dynamos FC, Blackpool, Black Mambas neSporting Lions ...
ACHANGE ari makuwerere kuBulawayo svondo rino kutanga nemusi waZvita 4 kusvika 11 apo panenge pachiitwa mitambo ...
BRENDAN Rodgers anoti Steven Gerrard akapihwa imwe kondirakiti neLiverpool. Kondirakiti yemutambi uyu, uyo aimbove ...
Orpah Mukotekwa GAKAVA rekurera mwana pakati pemurume nemukadzi, avo vose vanoshanda muchiuto, rakazoperera kudare. ...
SHASHA yakambonetsa mumutambo wetsiva, Alfonso ‘Mosquito’ Zvenyika, svondo rino akachema-chema zvikuru nekushaikwa ...
SACHIGARO weDivision One Northern Region League, Willard Manyengavana, anoti ligi ravo nevakotsveri veWorld Navi ...
ARSENAL iri kugadzirira kutsiva Jack Wilshere uyo akakuvara gumbo rake nguva yadarika nekutenga mutambi weNewcastle ...
SACHIGARO weDynamos FC, shasha dzeligi reCastle Lager Premiership dza2014, Kenny Mubaiwa akashora zvikuru murairidzi ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey