MUMWE wevakadzvokora chigaro chekutungamirira sangano reInternational Association of Athletics Federations, Lord Coe, ...
Abel Ndooka SACHIGARO weZimbabwe Cricket, Wilson Manase, anoti bhodhi ravo richagadza dzimwe nhengo dzichapihwa basa ...
Abel Ndooka ZVIKWATA zvitanhatu zvevolleyball zvevarume nemadzimai zviri kuenda kuMaputo, kuMozambique uko ...
SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu ichitambira zvikwata zvinoti Dynamos FC, Blackpool, Black Mambas neSporting Lions ...
ACHANGE ari makuwerere kuBulawayo svondo rino kutanga nemusi waZvita 4 kusvika 11 apo panenge pachiitwa mitambo ...
BRENDAN Rodgers anoti Steven Gerrard akapihwa imwe kondirakiti neLiverpool. Kondirakiti yemutambi uyu, uyo aimbove ...
Orpah Mukotekwa GAKAVA rekurera mwana pakati pemurume nemukadzi, avo vose vanoshanda muchiuto, rakazoperera kudare. ...
SHASHA yakambonetsa mumutambo wetsiva, Alfonso ‘Mosquito’ Zvenyika, svondo rino akachema-chema zvikuru nekushaikwa ...
SACHIGARO weDivision One Northern Region League, Willard Manyengavana, anoti ligi ravo nevakotsveri veWorld Navi ...
ARSENAL iri kugadzirira kutsiva Jack Wilshere uyo akakuvara gumbo rake nguva yadarika nekutenga mutambi weNewcastle ...
SACHIGARO weDynamos FC, shasha dzeligi reCastle Lager Premiership dza2014, Kenny Mubaiwa akashora zvikuru murairidzi ...
SVONDO radarika vatori venhau pamwe nevamiriri vezvikwata zvakasiyana vakasangana muHarare apo vaivhotera shasha ...
SANGANO reBasketball Union of Zimbabwe rinoti riri mushishi kuronga makwikwi eRonald Garura Invitational Unity Cup ayo ...
LIGI reCastle Lager Premiership rakasvika kwamvura yacheka makumbo svondo radarika musi weSvondo apo Dynamos FC ...
VARAIRIDZI venhabvu vanosvika 20 kubva kuzvikwata zvevechidiki zvakasiyana vachasangana kuBulawayo svondo rinotevera ...
Abel Ndooka CHAKACHAYA svondo rino kumitambo yePremier Soccer League iyo yasvika kwamvura yacheka makumbo apo zvimwe ...
Abel Ndooka SVONDO rino neMugovera vatori venhau pamwe nevarairidzi 16 vezvikwata zvinokwikwidza muPremier Soccer League ...
Abel Ndooka SHANGWITI yemujaho wewiricheya Wilson Nyakoko anoti otemeswa musoro zvikuru nekushaya vakotsveri vanokwanisa ...
MUTAMBI weArsenal Lukas Podolski haasi kuzodzokera kuFC Cologne kana azofunga zvekubva kuLondon muna Ndira, sekutaura ...
SHASHA yemutambo wegorofu, Rickie Fowler, achapinda mumakwikwi eIrish Open ayo achaitirwa kunhandare yegorofu yeRoyal ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>