NHAU DZEMITAMBO

9 years ago | November 14, 2014

Moyes akawana basa kuSpain

AIMBOVA mutungamiriri weManchester United, David Moyes, ndiye ava maneja wechikwata chekuSpain cheSociedad.

Perez aisada Ronaldo

CRISTIANO Ronaldo aisadiwa kutengwa nemutungamiri weReal Madrid Florentino Perez, sekutaura kwaRamon Claderon uyo ...

Hill kumakwikwi ekuRio de Janeiro

SHANGWITI yemujaho wekumhanya pamwe nekusvetuka, Jessica Ennis Hill, oti anoda kukwikwidza kumakwishu emaOlympics ...

Young Warriors hutu kuMorocco

CHIKWATA chemaYoung Warriors cheUnder-23 svondo rino chakaenda kuMorocco uko chichanobandana nemaYoung Atlas Lions ...

Gadziriro dzemaOlympics dzotanga

GADZIRIRO dzemakwikwi eSpecial Olympics World Summer Games ayo chikwata cheZimbabwe chichanokwikwidza nguva pfupi ...

9 years ago | November 7, 2014

Uyu ndiwo mutambo wedu: zpc

KUNOTSVA demo kuchisara mupinyi svondo musi weMugovera kuNational Sports Stadium apo Dynamos FC neZPC Kariba zviri ...

Jeptoo ofemeswa moto

SHASHA yemujaho wekumhanya wemarathon, Rita Jeptoo, akabatwa pamuchina wekuvheneka zvinodhaka muropa revatambi kuti ange ...

Murray otatsurana naFederer

SHAsha yemutambo wetennis, Andy Murray, achatatsurana naRoger Federer kumakwikwi eATP World Tour Finals ayo achaitirwa ...

Mutambo wezizama worongwa

SANGANO reZimbabwe Tertiary Institutions Sports Union rakasangana svondo radarika musi weMugovera kuGweru apo raiita ...

Arsenal yotaurirana na Theo Walcott

ARSENAL yakatanga hurukuro naTheo Walcott yekuwedzera kondirakiti yechizvarwa chekuEngland ichi. Kondirakiti yemutambi ...

‘Musabirire makore evatambi’

NHENGO yesangano rinoona nezvenhabvu munyika reZifa, John Phiri, akakurudzira zvikoro pamwe nezvikwata zvenhabvu kuti ...

James Anderson haasi kuzotamba mitambo yese

MUTAMBI wecricket weEngland James Anderson haasi kuzotamba mitambo yese yeODI apo vachasangana neSri Lanka, sangano ...

9 years ago | October 31, 2014

Koshesai vechidiki: Bunjira

SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu, Alois Bunjira, anoti nhabvu yemuno inobudirira chete kana pakave nekukosheswa ...

Paralympics dzotanga

GADZIRIRO dzemakwikwi eZimbabwe National Paralympic Games dzotanga uye chikwata cheHarare chinoti rwendo rwuno chinoda ...

Gunners yorwira mukombe

MURAIRIDZI weGunners FC, Kuda Masaraure, akatsidza kuti chikwata chake chicharwa semvumba kuti chigohwina mukombe ...

Sibanda ochema nevakotsveri

SHASHA yetsiva, Monalisa Sibanda (31), ochema-chema nekushaikwa kwevakotsveri vemutambo uyu izvo anoti zviri kudzosera ...

Djokovic ofarira mwana

SHASHA yemutambo wetennis, Novac Djokovic, oti haana hanya nekuti akaita nhamba 1 kakawanda sezvo kuita mwana kanova ...

Bhodhi idzva reIndoor Cricket

BHODHI idzva richange richitungamira ligi reDa Vinci Indoor Cricket League rakagadzwa munguva yadarika zvichitevera ...

10 years ago | October 24, 2014

Chivandire otungamira Zru

SANGANO reZimbabwe Rugby Union svondo rino rakazivisa kuti rakagadza Brighton Chivandire pachigaro chadirector rinova ...

‘NdezveDeMbare’ . . . asi zpc ne caps united zvichirimo

APO ligi reCastle Lager Premier Soccer League rave kusvika kwamvura yacheka makumbo vamwe vatsigiri venhabvu ...