SHASHA yeWWE legend ‘The Undertaker’ anoda kuona Conor McGregor ari munhandare yewrestling achikwikwidza mune ...
Kylian Mbappe anoti acharamba ari kuParis Saint-Germain (PSG) uye izvi zvinotevera mashoko ari kutenderera ...
Abel Ndooka CHIKWATA chenyika chenetball chemaGems chakapinda mukembi svondo rino nemusi weMuvhuro apo chakatanga ...
Abel Ndooka KUVAMBWA kweligi renhabvu reKuwadzana Area Zone Soccer League kuri kubatsira zvakanyanya kubika vatambi vane ...
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa munhabvu – Leo Kurauzvione – ari kuchema-chema nekudzokera kumashure kwaita nhabvu ...
JULIAN Nagelsmann anonzi anoda kuti shasha yeArsenal Thierry Henry agove mutevedzeri wake kana akawana basa rekuva ...
Abel Ndooka MITAMBO yose yeCastle Lager Premier Soccer League yambomiswa nechinangwa chekupa mukana wekuti nhandare ...
Abel Ndooka ZIMBABWE Cricket yakadoma chikwata chemaChevrons icho chichakwikwidza mumutambo weICC Men’s Cricket World ...
Abel Ndooka MURAIRIDZI weMWOS FC iyo inotambira muDivision One – Lloyd ‘Samaita’ Mutasa – anoti nhabvu izere ...
Abel Ndooka SANGANO reDeltaforce Boxing & MMA rakabatana nekambani yeIhsan mukusimudzira tsiva izvo zvichaona ...
Abel Ndooka SANGANO reCastle Lager Premier Soccer League, iro rinoronga mitambo yePSL, rinoti riri kushushikana ...
Abel Ndooka MUTAMBI weWarriors neLuton Town, Marvelous Nakamba, adzoka kutamba muEnglish Premiership zvichitevera ...
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa munhabvu – John ‘JP’ Phiri – anoti masangano ese ane chekuita nenhabvu yemuno anofanirwa ...
Abel Ndooka MURAIRIDZI wechikwata chenyika cherugby chemaUnder 20 – Shaun De Souza – ari kufara nekufamba kuri kuita ...
Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwe anonzwa kuWembley Stadium kuEngland nemusi weMugovera uko chikwata cheLuton Town, icho ...
Abel Ndooka VARAIRIDZI venhabvu vechikwata cheReal Betis Balompie yekuSpain vari kuuya munyika muno nemusi weChishanu ...
Abel Ndooka CHIKWATA chenyika checricket chemaChevrons svondo rino chiri kubandana nePakistan A mumitambo mitanhatu ...
Abel Ndooka AIMBOVE kaputeni wemaWarriors – Knowledge Musona – nemusi weChipiri akasangana naCristiano Ronaldo apo ...
Abel Ndooka SHANGWITI nhatu dzemujaho wewiricheya dzemuno dzinoti Elford Moyo, Stellah Jongwe naMunyaradzi Katiyo ...
MUTAMBI weMMA, Shalie Lipp uyo anga ava nemakore 21 okuzvarwa akafa mushure mekuita tsaona yemotokari inotyisa ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey