NHAU DZEMUNO

4 years ago | March 27, 2020

Maporofita nen’anga vanotiwo . . .

MAPOROFITA nen’anga vanoti vari kutevedza zvizere kurudziro yeHurumende nemasangano anoona nezveutano yekuti ...

Covid-19: ‘Tevedzerai zvinotaurwa’

VERUZHINJI vanoti nyaya yekuita hutsanana inofanirwa kukosheswa zvikuru nemunhu wose senzira yekurwisa kupararira ...

‘Hatizive kuti Covid-19 chii’

VAKAWANDA vevanotengesera kuMbare Musika, muHarare, vanoti havana chavari kunyatsoziva maererano nezvechirwere ...

Nhare dzevanoita nezveCovid-19

VERUZHINJI vane fungidziro yekuti vabatira utachiona hwecoronavirus kana kuve panjodzi yekubatira chirwere ichi vanogona ...

Kurwerwa rute kwerufu rwecorona

NDIRI kunzwa nyaya dzakawanda pamusoro peCorona. Ndiri kuona zvinhu zvakawanda zviri kuitika nezviri kuitwa nevanhu ...

4 years ago | March 20, 2020

Goronga: Humambo hwemapipi, kuroyana

HUMAMBO hwekwaGoronga vemutupo weNzou Chirumba vachiyera mhuka yechipembere hune madzimambo maviri — ari muZimbabwe ...

‘Sisi vari kundinyima . . .’‘Nyoka Yeraki’

HADZVADZIKOMANA nehanzvadzisikana vanogara kuDomboshava vari kumisidzana mudare redzimhosva vachirwira nyoka iyo inonzi ...

‘Amai munoroya’

KUNE mwanakomana ari kupomerwa mhosva yekurova amai vake achivapumha huroyi achiti ndivo vari kukonzera kuti mwana wake ...

‘Murume ndaimuda, asi ndakamudzika demo’

“NDAKADZIKA murume wangu demo katatu. Pose pandaimutema, ndainge ndichishevedzera kuti, ‘Haunganakirwe nemari yako ini ...

Akabhinya vana vake 3. . . mumwe ndokubata pamuviri

MURUME wekwaMambo Ruzane, kuHwedza, akasungwa nemapurisa eko nemhosva yaari kupomerwa yekubata vanasikana vake vatatu ...

Kudzidza handi gwaro rekupaza nyika

VAZHINJI munyika yeZimbabwe vanofunga kuti kana munhu achinge adzidza zvemhando yepamusoro, achibva awana basa ...

Covid-19: Magungano amiswa

HURUMENDE nemusi weChipiri svondo rino yakati chirwere checoronavirus kana kuti Covid-19 chava njodzi huru (State of ...

Coronavirus: ‘Money changer’ anoti kudii?

VANHU vanoita basa rekuchinja nekutengesa mari zvisiri pamutemo (money changers) muguta reHarare vanoti kunyangwe zvazvo ...

‘Zim inoda machiremba epfungwa’

BAZI rezveutano nekurerwa kwakanaka kwevana rinoti Zimbabwe iri kusaririra zvakanyanya panyaya yekusimudzira utano ...

‘Pedzai kutengeswa kwenyama yemukoto’

VERUZHINJI vari kuchema-chema nekuda kwenyama yemombe inonzi ine zvirwere iyo iri kutengeswa pamusika wemukoto kunzvimbo ...

4 years ago | March 12, 2020

Amitisa vanasikana vake 5

Murume anogara kumindamirefu yeWinimbi, kwaMambo Svosve, kuMacheke, ari kunzi ihuku iri kudya mazai ayo sezvo achinzi ...

Hokoyo nenyama iyo: Vet

Chikamu chinoona nezvekurapwa kwemhuka, cheDepartment of Livestock and Veterinary Services, chiri kukurudzira veruzhinji ...

Coronavirus: Zvimwe zvekuita

Chirwere checoronavirus kana kuti COVID-19 chazengezana pasi rose.

Akafa anwa vhuka-vhuka

Murume nemudzimai wake vepapurazi reMukute, kuMarondera — avo vanga vachitambura nekushaya mbereko — vakazogumisira ...

Mupurisa akakechwa nagweja

Mupurisa wechidzimai anoshandira pakamba yeMutawatawa, kuUzumba, anonzi akapinda tsekwende svondo rakapera apo ...