BAZI rezveutano nekurerwa kwakanaka kwevana rinoti Zimbabwe iri kusaririra zvakanyanya panyaya yekusimudzira utano ...
VERUZHINJI vari kuchema-chema nekuda kwenyama yemombe inonzi ine zvirwere iyo iri kutengeswa pamusika wemukoto kunzvimbo ...
Murume anogara kumindamirefu yeWinimbi, kwaMambo Svosve, kuMacheke, ari kunzi ihuku iri kudya mazai ayo sezvo achinzi ...
Chikamu chinoona nezvekurapwa kwemhuka, cheDepartment of Livestock and Veterinary Services, chiri kukurudzira veruzhinji ...
Chirwere checoronavirus kana kuti COVID-19 chazengezana pasi rose.
Murume nemudzimai wake vepapurazi reMukute, kuMarondera — avo vanga vachitambura nekushaya mbereko — vakazogumisira ...
Mupurisa wechidzimai anoshandira pakamba yeMutawatawa, kuUzumba, anonzi akapinda tsekwende svondo rakapera apo ...
Nyaya dzemhirizhonga yemudzimba pamwe nekusagarisana zvakanaka munharaunda dzinoratidza kuti dziri kuwanda zvikuru ...
NYAYA dzemhirizhonga yemudzimba pamwe nekusagarisana zvakanaka munharaunda dzinoratidza kuti dziri kuwanda zvikuru ...
Munyaya inotyisa nekushamisa, mumwe mukadzi wekuno ari kugara nechimukuyu chemunwe wake kwemwedzi mishanu yadarika ...
Mhuri inogara mumusha weEastamack, kuNorton, inoti nguva pfupi yadarika yakaitirwa mashura nehoromba yegudo, iro ...
Akave batai-batai panosangana migwagwa waFidel Castro (aimbonzi Charter) naKaguvi muguta reHarare nemusi weMuvhuro uno ...
“Chinzwaka sha, ndatenga ring, iwe neni tave ‘engaged’ uye ndine $600 yandoda kukupa (kuti) unobvisa kumba kwedu ...
Hakuna chizvarwa chemuZimba- bwe chiri kudzidza kana kushanda kuChina chati chabatwa nechirw- ere checoronavirus, hofisi ...
Varimi vazhinji vava netarisiro yekuti vanokwanisa kuwana goho rakanaka zvichitevera kunaya kuri kuita mvura kumativi ...
Sangano rinoona nez- venhabvu muno reZimba- bwe Football Association rokandirana nyoka mhenyu nerePremier Soccer League ...
Murume wemakore 73 okuberekwa uyo aigara kuMushumbi Pools, kuGuruve, anonzi akayeredzwa nerwizi rweko achiedza kuy- ...
Kazhinji kana pashaikwa chinhu, vanhu vanotarisa kuti hunhu hwemunhu pamwe nemagariro ake asanduka here. Izvi ...
Aimbove muimbi weAfro-pop, Prince Kudakwashe Musarurwa, akarangarirwa nemusi weMuvhuro svondo rino nevamwe vaimbi ...
Vagari vemumusha weEntumbane, kuBulawayo, havana neremuromo zvichitevera nyaya yemurume weko uyo anonzi akaponda baba ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>