MURUME anogara kuChikanga, maMutare, anonzi akapondwa neshamwari dzake mbiri vachimupomera mhosva yekuba speaker ...
MURUME anogara mubhuku rekwaChikwariro, kwaMambo Marange, kwaMutare, akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekurikita ...
PANGUVA ino yekuoma kwezvinhu munyika, vamwe vadzidzi vekumayunivhesiti nemakoreji vanonzi vave kugarisana “sababa ...
MUDZIMAI wechidiki anodzidza paHarare Polytechnic College anoti akagurwa kunorira nemurume wake zvichitevera kumupisira ...
Mudzimai wechidiki anogara kuUnit H, kuChitungwiza, anoti haasisina rugare mukurarama kwake zvichitevera mashura ari ...
VANHU vaive mudare vakakashamisika apo murume harahwa anogara mumusha weDzivaresekwa, muHarare, akati mudzimai wake ari ...
MUMWE mupurisa akashaya pekupinda nenyadzi mudare mushure mekufumurwa nemudzimai wake kuti akaramba kurara nen’anga ...
MUDZIMAI ane makore 24 ekuberekwa uyo anofamba achizviti muporofita weJohane Masowe akazoigochera pautsi zvichitevera ...
GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti Hurumende iri ...
SANGANO rinomirira vadzidzi vekumayunivhesiti, makoreji nevari kufundira mabasa emaoko, reZimbabwe Congress of Students ...
KANZURU yedhorobha reBindura inoti iri mushishi kutsvaga kumwe kwaingatora mvura yakachena inoshandiswa nevagari ...
MUTYAIRI wekombi inoenda kwaMusana, kuBindura, akasungwa nemhosva yaari kupomerwa yekutyaira zvisina hanya zvikaita kuti ...
NYANZVI inoona nezveutano hwemhuri kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (director for family health), Dr Bernard Madzima, ...
KUWANA kuzvitonga kuzere kweZimbabwe kwakasimudzira mabasa ezveupfumi muMozambique, vanodaro President Samora Machel ...
Mutyairi wegonyeti iri anonzi aimhanya zvakanyanya zvakaita kuti ribude mumugwagwa paround-about iri munaAirport Road, ...
Mahwindi aya akange akarembera kumashure kwekombi yaifamba mumugwagwa waAirport Road, muHarare, nemusi weChishanu chino ...
MURUME n’anga anogara muUnit J, kuChitungwiza asi kumusha achibva kuMalawi, anoti haana chekumirira – ava nemadzimai 21 ...
MURUME anogara mubhuku raDyora, kwaMambo Nyajina, kuUzumba, anoti hurwere hwake hwekupunzika kuburikidza nedenda ...
SANGANO reWorld Health Organisation (WHO) rinoti utachiona hweCoronavirus hunotanga apo munhu anonzwa kunge ari kupindwa ...
MUPURISA weZimbabwe Republic Police (ZRP) anonzi akabata chibharo mumwe mudzimai uyo aida kubatsirwa.
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey