NHAU DZEMUNO

4 years ago | February 21, 2020

KUDZORA NDANGARIRO

POST OFFICE Savings Bank, POSB, ine vanhu vanodarika 800 000 vanobhenga mari imomo, sokutaura kwamaneja webhangi iri, ...

‘Ndini ndakaba makerotsi’

MURUME wekwaMutare akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekuba migomo mina yemakerotsi pane rimwe purazi reko.

Huchapa hwechembere hwakabva kumahumbwe

MUMWE akati kwandiri kana uchida kuona hunhu hwevabereki vevana vari munharaunda, enda unoona panotambwa mahumbwe ...

Zvinoita kuti munhu anhuwe

DR Bernard Madzima, avo vanova director wechikamu cheFamily Health kubazi rezveutano nekurerwa kwevana, vanoti kune ...

Kana zvamubata anopunza midziyo

MURUME wemumusha weSunridge, muHarare, anoti akandiswa mapfumo pasi nemudzimai wake uyo anogara achimurova akamubatira ...

Kurwisa Kwayedza: Nyaya yakora muto

KUTONGWA kwenyaya yekurohwa kwemutori wemufananidzo weKwayedza, Tertia Mukurumidze (24), apo aive pabasa kwaSeke kuri ...

Muporofita akarasiswa ‘nemweya’

MUPOROFITA wechechi yeKutenda kweVapositori wekuGuruve anonzi akany’ura murimwe dhamu reko mushure mekunge apindamo ...

‘Ukangondiramba pari kufa munhu’

MUDZIMAI anogara mumusha weHighfield, muguta reHarare, ari kubheja kuti anotofanirwa kudzokerana nemurume wake uye kana ...

Ngatinamate nechirungu kuti zvityise

Ndiri kubvunza nekuti pane vanoti kunamata kukwira gomo. Kana wasvika panhongonya pegomo, wotanga kushevedzera nekuti ...

‘Mebo siyana nemurume wangu’

MUDZIMAI wemumusha weHighfield, muHarare, ari kuchema-chema achiti akahwapurirwa murume wake nemumwe mukadzi, pedzezvo ...

4 years ago | February 14, 2020

‘Nditori muSatanist azere’

MURUME wechidiki anogara kuUnit L, kuChitungwiza, kumusha achibva kuMhondoro, ari kuzviti muSatanist akazara izvo ...

Akafira ‘speaker’

MURUME anogara kuChikanga, maMutare, anonzi akapondwa neshamwari dzake mbiri vachimupomera mhosva yekuba speaker ...

Akadhonzwa rurimi nepinjisi

MURUME anogara mubhuku rekwaChikwariro, kwaMambo Marange, kwaMutare, akamiswa mudare achipomerwa mhosva yekurikita ...

VOCHAYA MAPOTO KUYUNIVHESITI

PANGUVA ino yekuoma kwezvinhu munyika, vamwe vadzidzi vekumayunivhesiti nemakoreji vanonzi vave kugarisana “sababa ...

Akapisira mudzimai magwaro edzidzo

MUDZIMAI wechidiki anodzidza paHarare Polytechnic College anoti akagurwa kunorira nemurume wake zvichitevera kumupisira ...

Otevera nemukanwa

Mudzimai wechidiki anogara kuUnit H, kuChitungwiza, anoti haasisina rugare mukurarama kwake zvichitevera mashura ari ...

‘Ipfambi asi ndinomuda’

VANHU vaive mudare vakakashamisika apo murume harahwa anogara mumusha weDzivaresekwa, muHarare, akati mudzimai wake ari ...

‘Ndakaramba kurara nen’anga’

MUMWE mupurisa akashaya pekupinda nenyadzi mudare mushure mekufumurwa nemudzimai wake kuti akaramba kurara nen’anga ...

Maporofita enhema obatwa kuChi-town

MUDZIMAI ane makore 24 ekuberekwa uyo anofamba achizviti muporofita weJohane Masowe akazoigochera pautsi zvichitevera ...

Hatidi zvakadaro: Prof Murwira

GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti Hurumende iri ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>