NHAU DZEMUNO

6 years ago | October 5, 2018

Mwana ‘wamisisi’ in’anga

Kingstone Mapupu N’ANGA yemukadzi wechichena anova chizvarwa chekuPoland — iyo inosvikirwa nemudzimu watateguru wayo ...

College Press yakapa mota

Malven Mugadzikwa KAMBANI ine mukurumbira mukudhinda mabhuku ekuverenga, yeCollege Press, nemusi weChipiri svondo rino ...

Murume tasa ku’small-house’

Kingstone Mapupu MURUME wekuGweru – uyo anga ari mutyairi wemabhazi anoenda kunze kwenyika – ari kunzi akafa ...

Wanzai maticha eVenda: Mambo

Thupeyo Muleya ari kuBeitbridge MUKURU wemadzishe (paramount chief) kuBeitbridge East, Mambo Stauze – VaDavid Mbedzi – ...

‘Uraya mwana ndikupe $200’

Kingstone Mapupu MUNYAYA inoratidza kuva nemwoyo wakashata zvikuru, murume anogara paMurehwa growth point ari kupomerwa ...

Chikiribidi hatichide

NGUVA yekunyorwa kwebvunzo dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) yasvika. Vana veGrade 7 vakatanga kunyora ...

Kubikira sadza mubhara idzo poto dziripo

naIgnatius Mabasa KUBIKIRA sadza mubhara idzo poto dziripo zvinorevei? Kana kusiri kurwara, saka chii?

6 years ago | September 28, 2018

‘n’anga yakanditi uraya’

Tendai Gukutikwa MWANA kasvava achangobva kuzvarwa akapona neburi retsono kwaZimunya, kwaMutare, mushure mekunge amai ...

‘ndasanganisa varume 200’

Muchaneta Chimuka MUKADZI ane makore 42 okuberekwa uyo anoita basa rekutengesa muviri wake kuvarume – chipfambi – ...

Chi-town: 18 years musuweji

Kingstone Mapupu VAGARI vemumusha weManyame Park Phase 2, kuChitungwiza, vari kurarama vakaita zvekuny’ura muhuchapa uye ...

Tsigirai zrp: Cde Mathema

Kingstone Mapupu GURUKOTA rezvinoitika mukati menyika nekuchengetedzwa kwetsika, Cde Cain Mathema, vanoti zvakakosha ...

Votsigira mukurwisa cholera

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kutenda rubatsiro rwairi kuwana kubva kuvatsigiri vemuno nevekunze mukurwisa chirwere ...

‘Nyoka haisi yangu’

Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raMarufu, kwaMambo Mashayamombe, kuMhondoro — nyakunzi akambobvuma pajekerere pamberi ...

MAONERO EDU: Makanzuru tinyareiwo!

SVONDO rino tine imwe nyaya inonzwisa hasha zvikuru, yemvura yetsvina yemasuweji iyo iri kuyerera nemudzimba mumusha ...

– zviwanikwa zvezimbabwe –

Shona: NHORO Ndebele: Ibhalabhala English: Kudu MHUKA inonzi nhoro inozivikanwa nenyanga dzayo refu idzo dzakamonyoroka ...

6 years ago | September 21, 2018

Mombe tasa pamubhedha . . . Yakatopotsa yauraya muridzi

Gibson Mhaka ZVAARI MASHURA! Mombe dhonza bherengende kupinda mumba, tande kubheduru, ndokunorara mumagumbeze ari ...

Oti kurohwa negudo, obva ashaya foni

Danisa Masuku MUSIKANA wekuLobengula Extension, kuBulawayo — wekubvutirwa broom negudo, ndokurohwa naro svondo rapera — ...

Cholera ngaipere: Cabinet

Tendai Mugabe HURUMENDE yakaumba komiti inozivikanwa nekuti inter-committee iyo ichange ichitsvaga nzira dzekupedza ...

Mombe yekufira pamubhedha ‘Haisi yoga, yainge yagarwa’

Kingstone Mapupu NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti nyaya yemombe yekwaChiendambuya, kuManicaland – inonzi yakadzingirira ...

Akafa ayamwiwa nemupurwa

Danisa Masuku MUKADZI wechikuru wemubhuku raThombankala, kuZhombe, mudunhu reMidlands, ari kunzi akatumira mupurwa kuti ...