NHAU DZEMUNO

6 years ago | September 28, 2018

MAONERO EDU: Makanzuru tinyareiwo!

SVONDO rino tine imwe nyaya inonzwisa hasha zvikuru, yemvura yetsvina yemasuweji iyo iri kuyerera nemudzimba mumusha ...

– zviwanikwa zvezimbabwe –

Shona: NHORO Ndebele: Ibhalabhala English: Kudu MHUKA inonzi nhoro inozivikanwa nenyanga dzayo refu idzo dzakamonyoroka ...

6 years ago | September 21, 2018

Mombe tasa pamubhedha . . . Yakatopotsa yauraya muridzi

Gibson Mhaka ZVAARI MASHURA! Mombe dhonza bherengende kupinda mumba, tande kubheduru, ndokunorara mumagumbeze ari ...

Oti kurohwa negudo, obva ashaya foni

Danisa Masuku MUSIKANA wekuLobengula Extension, kuBulawayo — wekubvutirwa broom negudo, ndokurohwa naro svondo rapera — ...

Cholera ngaipere: Cabinet

Tendai Mugabe HURUMENDE yakaumba komiti inozivikanwa nekuti inter-committee iyo ichange ichitsvaga nzira dzekupedza ...

Mombe yekufira pamubhedha ‘Haisi yoga, yainge yagarwa’

Kingstone Mapupu NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti nyaya yemombe yekwaChiendambuya, kuManicaland – inonzi yakadzingirira ...

Akafa ayamwiwa nemupurwa

Danisa Masuku MUKADZI wechikuru wemubhuku raThombankala, kuZhombe, mudunhu reMidlands, ari kunzi akatumira mupurwa kuti ...

Unopfekwa sesutu naSatani

naIgnatius Mabasa MUNYIKA ino takagarisana nemweya mizhinji yakaipa, zvekuti dai Mwari vaimbotipa maziso emweya kuti ...

Mvura yemuteuro yofashaidzwa

Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira machechi echipositori, reApostolic Christian Council of Zimbabwe (ACCZ), rinoti ...

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndiri mukadzi ane makore 31, ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora. Zvizhinji tinotaura pa0782 546 942. *****

Chimbwamupengo – vet

Kingstone Mapupu BAZI rinoona nezvekuchengetedzwa kwezvipfuyo nedzimwe mhuka, reDepartment of Livestock and Veterinary ...

zvidhoma ‘zvokedebura’ maticha

Whinsley Masara MATICHA epachikoro chiri kuTsholotsho – icho chakatadza kuvhura pakutanga kwetemu ino mushure mekunge ...

Cholera: N’anga dzapindira

Kingstone Mapupu MUKURU wesangano rinomirira machiremba echivanhu, reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti zvakakosha kuti ...

Cholera: Tose tine chekuita

ZIMBABWE iri mushishi kurwisa kupararira kwechirwere chemanyoka checholera icho kusvika pakutanga kwesvondo rino ...

6 years ago | September 18, 2018

Cholera: Vanhu 30 vafa

Munyori weKwayedza HUWANDU hwevanhu vafa nechirwere checholera hwakwira kubva pa28 kuenda pa30 panguva iyo Hurumende, ...

6 years ago | September 14, 2018

Ziva nezve’cholera’

Muchaneta Chimuka CHIRWERE checholera chakaipisisa zvikuru nekuti chinokonzera kupera kwemvura yemumuviri mukati menguva ...

Msasa Industrial Training College: ‘Tiri kusimudzira vanhukadzi’

Lizzy Mushoriwa KOREJI yemabasa emawoko, yeMsasa Industrial Training College, iyo iri muHarare iri kusimudzira ...

‘Bvumai plastic money’

Munyori weKwayedza HURUMENDE inoti zvikoro zvinofanirwa kuvhura mamwe maakaundi akaita seEcoCash kuti vabereki vakwanise ...

Chirwere checholera chorwiswa

Muchaneta Chimuka HUWANDU hwevanhu varasikirwa neupenyu nekuda kwechirwere checholera munzvimbo yeGlen View neBudiriro, ...

Hari dzemidzimu dzakatsakatika

Kingstone Mapupu VECHIKURU kudunhu raMambo Chipuriro, kuGuruve, nguva yadarika vakasara vaine kukatyamadzwa kukuru ...