Muchaneta Chimuka VARIMI vedonje avo vakabva kumatunhu akasiyana svondo rapera vakatunzvaidzwa nekuwaniswa mibairo ...
Lizzy Mushoriwa MUKUWASHA anonzi akamuka chibhebhenenga mushure mekunge arambidzwa kuona mwana wake uyo ari kugara ...
Muchaneta Chimuka MUKOMANA wekuMhondoro-Ngezi akapotera kudare ramambo weko mushure mekunge atizirwa nemusikana uyo ...
Kingstone Mapupu MAZINYOKA erudzi rweshato ayo ari kuonekwa mumusha waNhemachena, pedyo nepaGuruve Growth Point, ...
Kingstone Mapupu AMAI vemwana ane gore nemwedzi misere yekuberekwa vekwaMusana, kuBindura, vakapotsa vafenda apo ...
Munyori weKwayedza kuMasvingo VADZIDZI 14 — avo vanova shasha muchikoro – vakaita rombo rakanaka rekuwaniswa mabhezari ...
Isabel Palasida DZIMWE dzenguva vanhukadzi vanogona kugara vari muwanano iyo vanenge vasina kusununguka kuve mairi.
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weAfrica Cup of Nations (Afcon) 2019
naIgnatius Mabasa KUSAZIVA hakusi kwekuchikoro chete. Ndinogaroudza vanondiziva kuti unogona kupasa kuchikoro asi ...
Gamuchirai Muzanenhamu MURUME wekuendeswa kudare redzimhosva nemudzimai wake achida gwaro redziviriro, anoti iyi inzira ...
Muchaneta Chimuka VARAPI vechivanhu nevemakereke, avo vanova nhengo dzesangano reZimbabwe National Practioner’s ...
Muchaneta Chimuka RINONGOVA besanwa svondo rino muguta reHarare apo vabereki vari kugadzirira kuvhurwa kwezvikoro temu ...
Sharon Ngongoni Shona: NGONGONI Ndebele: Inkonkoni English: Wildebeest NGONGONI imhuka dzakakura semombe idzo ...
Mukwende Washe KUSHAIKWA pandima mazuva apfuura aya tange tiri pane imwe ndima. Pfungwa dzichitenderera, maziso nerimwe ...
Sharon Chigeza naEmmah Chinyamutangira HURUMENDE inoti iri kukurudzira varairidzi vanenge vapedza zvidzidzo zvavo kuti ...
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kuchema-chema nekukwira zvisina tsarukano kwemitengo yezvinhu vachiti mari dzavo ...
Kingstone Mapupu MURUME wekutsvaga basa remaricho pane mumwe musha mubhuku raNyarenda Village 2, kuHurungwe, akazoguma ...
Belinda Moyo naThandeka Matebesi HAAUWANDU hwevanhu vari kufarira nyama yembwa huri kuwanda paimwe nzvimbo iri pedyo ...
Ignatius Mabasa NEZURO ndakanzwa mumwe munhu akanga asiri kufara achiti akatumirwa maWhatsApp meseji sikisi ezvinyadzi. ...
Daphne Machiri GURUKOTA redzidzo yepamusoro, sainzi nekuvandudzwa kweruzivo rwemichina, Professor Amon Murwira, vanoti ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright