Isabel Palasida NYAYA dzemhirizhonga dziri kuramba dzichitekeshera kuvanhukadzi uye dzinosanganisira kubatwa chibharo, ...
Ticha Danga KANA tiine murwere pamba, tinomupepa vavariro iri yekuti anaye abude muhutenda. Chatinogona kupepa nacho ...
NEMUSI weSvondo wadarika, zviuru nezviuru zvevanhu zvakaungana kunhandare yeNational Sports Stadium, muHarare, uko ...
Kingstone Mapupu IMWE mhuri yemumusha weKuwadzana 2, muHarare, iri kushushikana zvikuru nekuda kwemutumbi wemwana wavo — ...
Kingstone Mapupu VAGARI vekwaChinamano Extension, kuEpworth, nemusi weSvondo wadarika vakaona mashura pamba pemumwe ...
Kingstone Mapupu MUNYAYA inosuwisa zvikuru, mhuri inogara kuFederation, kuDzivaresekwa Extension, muHarare, yakasara ...
Kingstone Mapupu naLiberty Dube MHURI yekwaMatope, kwaMarange, iyo yange yapedza mwedzi mina ichigara musango nekuda ...
Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira machiremba echivanhu reTraditional Medical Practioners Council (TMPC) rinoti riri ...
Kingstone Mapupu MBAVHA dzakaratidza kusaremekedza vafi vanova magamba akasunungura nyika ino apo nguva pfupi yadarika ...
Abigail Mawonde ZVAKANYORWA mubvunzo dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzeA-Level mumwedzi waChikumi gore ...
Kingstone Mapupu MUKURU wesangano rinomirira vanoita zvechivanhu reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoyambira n’anga ...
Kingstone Mapupu VAGARI vekwaChinamano Extension, kuEpworth, nemusi weSvondo wadarika vakaona mashura pamba pemumwe ...
Gamuchirai Muzanenhamu VAMWE baba vanoti vari kugara vakabatira hana yavo mumawoko nekuda kwemaitiro emwanakomana wavo ...
KUBVA pasichigare, vanhu vatema vanozivikanwa netsika dzakarurama idzo dzinoremekedza vashakabvu. Ndokusaka zvichinzi ...
naIgnatius Mabasa PAIVAPO nemumwe musikana aive akanaka seruva richangotumbuka. Musikana uyu ainzi Runyararo. Runyararo ...
Gamuchirai Muzanenhamu MUSIKANA wekuti akamitiswa nemukomana uyo waakazotizira asi akaramba pamuviri apa ndokumurarisa ...
Gamuchirai Muzanenhamu AMBUYA vekudhonzera mukuwasha wavo kudare redzimhosva vachida gwaro rerunyararo vakashaya ...
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police anoti ari kushushikana zvikuru AnAenyaya dzenhubu dziri kuchera ...
Muchaneta Chimuka VADZIDZI 2 615 vepaHarare Polytechnic nemusi weChishanu wadarika vakagashidzwa zvitupa zvavo ...
Andrew Muvishi naPanashe Machakaire PRESIDENT Mnangagwa svondo rino vakapembedza Primrose Thandeka Tshuma — musikana ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright