naIgnatius Mabasa MAZUVA ano, chero munhu ane mota yake anogona kukumirira panzira okutakura. Asi kupinda mumota yemunhu ...
MUDZIDZISI ari zvakere muzvinabhizimisi wekuBulawayo — nyakunwiswa muteuro nemuporofita achinzi asiye zvechipfambi ...
MURUME wekwaMurewa anonzi akafa mushure mekudutira doro rekangopisa rerudzi rweZed.
MUFUNDISI wechechi yepositori yeSt Peters Apostolic, kwaMurehwa, anonzi akafa apo akanogezera padziva rinoyera iro ...
‘Vaitamba chikudo’ Vadzingirwa mari CHIKWATA chevana 4 vepachikoro chepuraimari chiri kwaKasekete, kuMuzarabani, vari ...
CHIKORO cheSt Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare, chinoti vana vechikoro vanofanira kuva shasha ...
Blessings Chidhakwa ange ari kuHURUNGWE— HURUMENDE inoda mari inosvika $9 bhiriyoni yekuvaka zvikoro zvitsva ...
GURUKOTA reHurumende rinomira dunhu reManicaland, Senator Monica Mutsvangwa, vanoti zvakakosha kuti mwanasikana awaniswe ...
MUKOMANA wekuChitungwiza ane makore 18 ekuberekwa akatongerwa kugara mujeri kwemakore mashanu nedare reko mushure ...
. . . nacho kubhawa tande CHIKWATA chevanhu vasere vekuChitungwiza nekuBeatrice – avo vakaita mashura ekutora ...
Lizzy Mushoriwa— MURUME wekudhonzera shamwarikadzi yake yemapoto kudare achiti iri kugara ichimurova nekumutuka ...
Juliet Sharon Tom— MHUMHI Ndebele: Iganyana English: Wild dog
IMBWA HAIHUKURE SADZA naIgnatius Mabasa MAMBO Rugare vakanga vasisina tariro yekuti nyika yavo ichazove nemwenje ...
Geraldine Tendai Kabaya— KUSHANDA basa rakati tsvetere kwakakosha sezvo kuchiita kuti upenyu hwevanhu hureruke, ...
Lizzy Mushoriwa— MUMWE mukadzi anoti ave kugara akabatira hana yake mumaoko zvichitevera kuudzwa kwaakaitwa ...
‘Inhema, vane godo neni’ BISHOP wechechi yeJekenisheni kuBuhera, kuManicaland, ari kupomerwa nehama dzake kuti akacheka ...
. . . zvekusara aita dota MUPOROFITA wekuEpworth, muHarare — uyo anonzi anga ari shasha yekuridza mbira achinwa doro ...
‘Dangwe makaita nechikomba’ MUDZIMAI wekuBindura anoti aoneswa nhamo nevana vake vekubereka avo vari kumupumha kuti ...
N’ANGA yekuMbungu, kuGokwe, iri kupomerwa nevagari veko kuti inorapa vanhu ichishandisa mishonga inenge yakasanganiswa ...
MUGWAGWA unobatanidza Murambinda, kuBuhera, neBirchenough – uyo une makore wakashata – wava kuzoiswa tara, rinova danho ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey