Kingstone Mapupu ZAMBUKO idzva reNyadi, iro rakavakwa murwizi Nyamuzezi kuBuhera South rava kubatsira vagari veko ...
Kingstone Mapupu MURUME wechidiki wekwaMurehwa akasungwa nemapurisa svondo rapera achipomerwa mhosva yekuponda sekuru ...
Muchaneta Chimuka MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mnangagwa nemusi weMuvhuro uno vakarumbidza kambani yeDelta ...
Muchaneta Chimuka KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers Group, svondo rapera yakave chidadiso ...
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vemazera akasiyana vanoti vagadzirira kuvhota murunyararo musarudzo dzenyika idzo ...
Abel Ndooka VAIMBI nevanoita zvemitambo yekufadza veruzhinji vari kukurudzira zvizvarwa zveZimbabwe kuti zvinovhote ...
‘Tinoziva Zanu-pf’ Kingstone Mapupu KANA kuri kumhuri yaKempton Mutambara, chakabaya chikatyokera!
NEMUSI weMuvhuro unouya, 30 Chikunguru, zvizvarwa zveZimbabwe zvichanovhota musarudzo dzinoratidza kuti dzichaitwa ...
Muchaneta Chimuka MASANGANO anorwira kodzero dzevanhukadzi ari kushanda pamwe chete nemapurisa eZimbabwe Republic Police ...
Juliet Sharon Tom NGWARATI Ndebele: Umtshwayeli English: Sable
Muchaneta Chimuka KUDOMBOSHAVA kune murume akafa mushure mekubatwa nemagetsi svondo rapera apo aichovha bhasikoro rake ...
naIgnatius Mabasa MAZUVA ano, chero munhu ane mota yake anogona kukumirira panzira okutakura. Asi kupinda mumota yemunhu ...
MUDZIDZISI ari zvakere muzvinabhizimisi wekuBulawayo — nyakunwiswa muteuro nemuporofita achinzi asiye zvechipfambi ...
MURUME wekwaMurewa anonzi akafa mushure mekudutira doro rekangopisa rerudzi rweZed.
MUFUNDISI wechechi yepositori yeSt Peters Apostolic, kwaMurehwa, anonzi akafa apo akanogezera padziva rinoyera iro ...
‘Vaitamba chikudo’ Vadzingirwa mari CHIKWATA chevana 4 vepachikoro chepuraimari chiri kwaKasekete, kuMuzarabani, vari ...
CHIKORO cheSt Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare, chinoti vana vechikoro vanofanira kuva shasha ...
Blessings Chidhakwa ange ari kuHURUNGWE— HURUMENDE inoda mari inosvika $9 bhiriyoni yekuvaka zvikoro zvitsva ...
GURUKOTA reHurumende rinomira dunhu reManicaland, Senator Monica Mutsvangwa, vanoti zvakakosha kuti mwanasikana awaniswe ...
MUKOMANA wekuChitungwiza ane makore 18 ekuberekwa akatongerwa kugara mujeri kwemakore mashanu nedare reko mushure ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>