NHAU DZEMUNO

6 years ago | May 25, 2018

‘REGAI VANA VAKURE’ . . . ‘Kuroodza pwere bodo!’ . . . ‘Dzidzo ...

Fungai Lupande ari kuBINDURA MUDZIMAI wemutungamiri wenyika, First Lady Amai Auxillia Mnangagwa, vanoti vanoshushikana ...

$100 yekungorasa marara pose-pose

Daphne Machiri VANHU vose vachaonekwa vachirasira marara panzvimbo dzisina kukodzera vachabhadhariswa faindi ye$100 ...

Zimpapers yakabatsira vanorarama nehusope

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru yadzo mune zvenhau, yeZimpapers Goup, nemusi weMuvhuro svondo rino yakapa rubatsiro ...

‘Hatidi varume vakadai, sungai munhu’

Muchaneta Chimuka MASANGANO anorwira kodzero dzevana, madzimambo nemamwe mapoka akasiyana vari kukurudzira kurangwa ...

Masme vochema nemakoronyera

Muchaneta Chimuka VARI mumabhizimusi madiki neari pakati nepakati vanoti vari kufara nekuwaniswa mukana wekuita mabasa ...

– ZVIWANIKWA ZVEZIMBABWE –

Juliet Sharon Tom SHUMBA (Isilwane/Lion) SHUMBA imhuka inozivikanwa zvikuru muZimbabwe nekuda kwekuyevedza, kutyisa uye ...

Ochemera kudzokera kumurume waakatiza

Gamuchirai Muzanenhamu MUDZIMAI wekuenda kudare redzimhosva achida kubatsirwa kuti adzokere kumurume wake uyo ...

Vavakidzani vonetserana ‘kutungana kwepwere’

Janet Chari MADZIMAI maviri vanova vavakidzani vakamisidzana mudare redzimhosva mushure mekunge vaburana pamusoro ...

6 years ago | May 18, 2018

AKAPINYORESA MUKADZI $40

MURUME wekwaChivero, kuMhondoro, ashamisa vagari veko mushure mekupinyoresa mudzimai wake ane mwana mucheche kuna ...

‘Vanhu voti ndamera muswe’

MURUME wekuChimanimani ayaura nezibundu riri kungokura padivi redumbu rake iro anoti vamwe vanhu vemunharaunda vari ...

Zimpapers yonyorazve nhoroondo

Tandayi Motsi KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimbabwe Newspapers (1980) Ltd, svondo rino yakapihwa rezinesi ...

‘NDINOPINDA-PINDA NABABAMUDIKI’ . . . ‘Murume wangu anozviziva’ . ...

MUKADZI wekwaNembudziya, kuGokwe, ndiye anonzi akarova shiri mbiri nedombo rimwe chete – ari kuparika varume ...

Anoda kuti mukadzi wake arare nembwa

Gamuchirai Muzanenhamu MURUME samusha akaendesa mudzimai wake kudare redzimhosva achiti ari kurarisa imbwa dzavo dzine ...

Kana oranga mukadzi . . .anomusungirira pamuti, omurova

‘Nekuti handichamuda’ ‘Muroyi, ndakamubata’

Baba nemwanakomana vonetserana wairesi

Gamuchirai Muzanenhamu MWANAKOMANA wekuti ari kushungurudzwa nababamukuru — mukoma vababa vake — avo vaanoti ...

Vorwira manhanga pa‘town’

Janet Chari NYAYA yekubika manhanga ayo anonzi akange atumirwa naamai kubva kumusha yakamutsa bopoto guru pakati ...

‘Igomarara, kuroyiwa, chipotswa’

CHAMANGWIZA wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo, vanoti murume wekuChimanimani uyo akamera ...

– ZVIWANIKWA ZVEZIMBABWE –

Juliet Sharon Tom SAMBANI/HWIRIBIDI (Isambane/Aardvarks/Ant bear) SAMBANI kana kuti hwiribidi imhuka inowanikwa ...

6 years ago | May 11, 2018

varoyi vakatetena chitunha

Kingstone Mapupu MAMBO Chireya vekuGokwe nevagari veko vari kutadza kunzwisisa zvakaitika pamutumbi wemushakabvu harahwa ...

‘Businessman Akandipa $100 Yekuponda Kamwana (14)’

Nyore Madzianike ari kwaMUTARE MURUME wekuHonde Valley —uyo ari kunetswa nemweya yengozi yevanhu vaakauraya, ...