NHAU DZEMUNO

6 years ago | April 27, 2018

Musha unongotsva, vanhu vachirohwa

Kingstone Mapupu DAMBUDZIKO remoto uri kungobatira woga uchipisa dzimba nemidziyo uye vanhu vachitemwa nematombo ...

‘Fresh’ nyama yembwa

Tandayi Motsi VAGARI vekuBloemfontein, kuSouth Africa — uko kunogarawo zvizvarwa zveZimbabwe zvakawanda — svondo rapera ...

Kurambirwa kunaka: ‘Ishavi renjuzu’

Kingstone Mapupu MUTEVEDZERI wemukuru wesangano rinomirira machiremba echivanhu reZimbabwe National Practitioners ...

Mwana wekumbotorwa neshiri akura

Kingstone Mapupu MWANA wekwaGoredema, kuGokwe, uyo wekumbotorwa neshiri achiri mucheche – ikabhururuka naye ...

— Zviwanikwa zveZimbabwe —

Juliet Sharon Tom GORA (Inqe/Vulture) GORA ishiri hombe ine mapapiro anogona kudarika 2m kana ichibhururuka. Shiri iyi ...

Kubviswa zita, kubirwa hunhu

HAPANA mwana akazvarwa pasi rino rese akatadza kupihwa zita, ongozoramba achingonzi “mwana, mwana”. Hazvigoni.

Akadira kasvava mvura inopisa

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wechidiki wekuChitungwiza anonzi akapisa mwana wavatete vake kasvava mumusoro nemvura inopisa ...

Rachel, usaise make-up yemadzihwa

HANDIZIVE kuti wakapinda basa rako sei, asi ufunge Rachel vanhu vari kukutaura. Ndinozviziva kuti mabasa mazuva ano ari ...

6 years ago | April 20, 2018

Musoro wemunhu, handi wegudo: zrp

Nyore Madzianike ari kwaMUTARE MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti ongororo yavakaita padehenya rakawanikwa ...

Gore mwana gore mwana pa26 years… ‘ndine chipo chekuzvara’

Kingstone Mapupu PAMAKORE 26, mudzimai wekuGokwe abara vana 16 nemurume wake, vose achivasununguka pasina matambudziko ...

Mukadzi dzvii . . .aine muswe wedzvinyu munyoro

Kingstone Mapupu naJanet Chari MURUME wechidiki wekwaNeuso, kuMhondoro, anoti akasangana “neshura” muhomwe yerokwe ...

‘Tiri kugadzirisa zvinonetsa’

Tandayi Motsi MUTUNGAMIRIRI wenyika, President Mnangagwa, vanoti Hurumende iri mushishi kugadzirisa matambudziko ...

Mazamu tugu atora mukadzi wemapoto

Nyore Madzianike ari kwaMUTARE MUNYAYA inoita kunge bhaisikopo, murume wekuBuhera ari kudemba zuva raakasangana nemumwe ...

Independence: Mufaro wakawedzerwa

NEZURO ndakaona nhandare dzakazara. Kufashukira chaiko vana veZimbabwe vachipemberera makore 38 ekuzvitonga kuzere ...

Vovakirwa makiriniki kuGokwe

Kingstone Mapupu VAGARI vekwaMapfungautsi, kuGokwe, vanotarisirwa kubatsirika zvikuru munyaya dzeutano zvichitevera ...

6 years ago | April 13, 2018

NGOZI YODA KURIPWA NZOU 50 DZINOTSIKA. . . mhandara nemombe 60 pamusoro

Kingstone Mapupu MWEYA wengozi yemukomana wechidiki wekwaNembudziya, kuGokwe – uyo anonzi akapondwa, nhengo dzemuviri ...

Machira emidzimu, makondomu, mari mugomo rinoyera

Muchaneta Chimuka VAGARI vekwaMurape, kwaChinhamora, kuDomboshava, neChipiri svondo rino vakasangana nemashura — ...

ANE JUJU YEKUKECHA VARUME

Kingstone Mapupu MUKADZI akaroorwa wekwaNjelele, kuGokwe, anoti ane mushonga wedumwa unomuita kuti adanane nekushereketa ...

Dare raMambo Njelele rine chitokisi, ‘hall’

Kingstone Mapupu MAMBO Njelele vekuGokwe vari kuvakirwa dare rekutongera mhosva rine musiyano nemamwe matare emadzishe ...

‘Tinoda maticha eEcd 15 000’

Tandayi Motsi GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti Zimbabwe inoda varaidzi vanosvika ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>