MUNGUVA ino yemwaka weZhizha hohwa huri kubuda hwakawanda kunzvimbo zhinji dzenyika nekuda kwemvura iri kunaya.
MUMWE murume akanga akashatiriswa nehuwori hunonhuhwa kuti pfuu hwaiitika munguva yake. Akati awana mukana wekutaura, ...
Lizzy Mushoriwa BABA vekuti vaoneswa ndondo nekugara vachibirwa zvinhu zvinosanganisira DVD nemwanakomana wavo, ...
Kingstone Mapupu naAdrian Mawurukira CHEMBERE ine makore 80 okuberekwa yekwaMangwende, kwaMurehwa – iyo iri ...
Kingstone Mapupu “ABATWA akamonera nyoka muchiuno!”, “Mumba mavo mawanikwa zinyoka nekamba”, “Nyoka yake ndiyo yapedza ...
Munyaradzi Musiiwa VAGARI vemubhuku raNdangara, kwaChireya, kuGokwe, vakasara vasina neremuromo svondo rapera apo ...
Abel Ndooka MUPOROFITA wekwaMurehwa — wekumbobuda muKwayedza achiti mbiri yake ndeye hupombwe uhwo hunomuita kuti ...
Kingstone Mapupu TEZVARA wekwaNyamweda, kuMhondoro, wekunzi akabatikidzwa achishinha nemuroora wake musango remapuranga ...
Gamuchirai Muzanenhamu MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achinzi anomushaisa rugare akashamisika nedanho iri ...
Fidelis Munyoro PRESIDENT Emmerson Mnangagwa vanoti zvakakosha kuti pave nekusimudzirwa kwezvivakwa muzvikoro zvedzidzo ...
Kumbirai Bakuri KUSHAIKWA kwemagetsi kuWard 14 yeMarirangwe, kuBeatrice, kubva gore rapera kunonzi kwadzosera shure ...
Kingstone Mapupu MUGWAGWA weSkyline-Mubayira-Chegutu wava wemazuvandadzoka nekuda kwekuipa uko waita zvichikonzera ...
Lawrence Chitumba MUTAURIRI wedare reNational Assembly, Advocate Jacob Mudenda, vanokurudzira kuti muzvikoro munge ...
Danai Chirawu KANA munhu achinge afunga kuroora muZimbabwe, kune zvibvumirano zvewanano zvakasiyana zvinopa mudikani ...
Ron Zvawada MUDZIMAI nyachide pabarika akadhonzera vahosi vake kudare achiti vari kumuonesa moto, kusanganisira kuuya ...
Muchaneta Chimuka MUKOMA nemunin’ina vekunzi vakakutsirana kurikita mukomana anodanana nehanzvadzi yavo zvekusvika ...
Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki wemubhuku raChitauro, kwaNyamweda, kuMhondoro, anonzi akakurirwa nenyadzi ndokunwa ...
Kingstone Mapupu MAPURISA ekuMashonaland East Province vanoti vachiri kutsvaga mwana ane makore matatu ekuzvarwa uyo ava ...
Kingstone Mapupu MWANAKOMANA uyu anoshura amai vake bedzi! Kuvabira mabhurugwa avo avanopfeka? Murume atova saimba ...
Kingstone Mapupu MUKADZI wekuBeatrice hapana paagere!
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey