NHAU DZEMUNO

6 years ago | March 23, 2018

vasikana vodhakiswa, vozobhinywa

Muchaneta Chimuka SANGANO reCoalition of Zimbabwe riri kuita mabasa ekurwisa nyaya dzekumbunyikidzwa kwevanasikana ...

Kasvava kakabiwa ‘nemuenzi’

Kingstone Mapupu naRon Zvawada MHURI inobva kwaNyashanu, kuBuhera, asi ichigara kuEpworth, muHarare, yakasara izere ...

Akatyorwa hudyu imba yadhirika

Muchaneta Chimuka MURUME wekwaSeke anoti akapona neburi retsono apo akatyoka hudyu zvichitevera kudhirikirwa kwaakaitwa ...

President vofumura matsotsi

Tandayi Motsi PRESIDENT Mnangagwa svondo rino vakazivisa mazita emakambani nevanhu vakazvimirira avo vasina kudzosa mari ...

Ndakakinditswa nevaroyi: N’anga

Kingstone Mapupu N’ANGA inozivikanwa nezita rekuti Sekuru Booster inoti yakapotsa yafa apo yakatungwa nenyanga yemuroyi ...

Akabhinya vana vake 2

Kingstone Mapupu MURUME wemuHarare ari kunzi akabata chibharo vanasikana vake vaviri — ane makore 6 neane makore 11 ...

MAONERO EDU: Hohwa – Ko kuhuregera?

MUNGUVA ino yemwaka weZhizha hohwa huri kubuda hwakawanda kunzvimbo zhinji dzenyika nekuda kwemvura iri kunaya.

Varoyi varutse nyama yevanhu yavakadya

MUMWE murume akanga akashatiriswa nehuwori hunonhuhwa kuti pfuu hwaiitika munguva yake. Akati awana mukana wekutaura, ...

6 years ago | March 20, 2018

‘Mwana wangu zimbavha remakoko’

Lizzy Mushoriwa BABA vekuti vaoneswa ndondo nekugara vachibirwa zvinhu zvinosanganisira DVD nemwanakomana wavo, ...

6 years ago | March 16, 2018

Chembere yakaedzerwa kumakuva

Kingstone Mapupu naAdrian Mawurukira CHEMBERE ine makore 80 okuberekwa yekwaMangwende, kwaMurehwa  –  iyo iri ...

MAPOROFITA, N’ANGA NENYOKA . . . ‘Variko vanokanda nyoka mudzimba’

Kingstone Mapupu “ABATWA akamonera nyoka muchiuno!”, “Mumba mavo mawanikwa zinyoka nekamba”, “Nyoka yake ndiyo yapedza ...

Chitunha chakadyiwa chichiri mumba . . . Vakadzi vaviri vari kubvuma

Munyaradzi Musiiwa VAGARI vemubhuku raNdangara, kwaChireya, kuGokwe, vakasara vasina neremuromo svondo rapera apo ...

Ndakakanganisa: Madzibaba. . . kupengesa mwana wangu

Abel Ndooka MUPOROFITA wekwaMurehwa — wekumbobuda muKwayedza achiti mbiri yake ndeye hupombwe uhwo hunomuita kuti ...

Sabhuku wekushinha Nemuroora otongwa

Kingstone Mapupu TEZVARA wekwaNyamweda, kuMhondoro, wekunzi akabatikidzwa achishinha nemuroora wake musango remapuranga ...

Ndini ndinobika: Murume rovha

Gamuchirai Muzanenhamu MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achinzi anomushaisa rugare akashamisika nedanho iri ...

Simudzirai zvivakwa: ed

Fidelis Munyoro PRESIDENT Emmerson Mnangagwa vanoti zvakakosha kuti pave nekusimudzirwa kwezvivakwa muzvikoro zvedzidzo ...

‘Tinodawo magetsi kuMarirangwe’

Kumbirai Bakuri KUSHAIKWA kwemagetsi kuWard 14 yeMarirangwe, kuBeatrice, kubva gore rapera kunonzi kwadzosera shure ...

Ndipo paperera rwendo pano!

Kingstone Mapupu MUGWAGWA weSkyline-Mubayira-Chegutu wava wemazuvandadzoka nekuda kwekuipa uko waita zvichikonzera ...

Dzidzasai bumbiro remutemo: Mudenda

Lawrence Chitumba MUTAURIRI wedare reNational Assembly, Advocate Jacob Mudenda, vanokurudzira kuti muzvikoro munge ...

Kugovewa kwenhaka kushirikadzi

Danai Chirawu KANA munhu achinge afunga kuroora muZimbabwe, kune zvibvumirano zvewanano zvakasiyana zvinopa mudikani ...