NHAU DZEMUNO

6 years ago | December 1, 2017

Gogo vobhadharira zidombo mukombi

Freedom Mupanedemo — MBUYA vekuShurugwi vane makore 72 okuberekwa vakakatyamadza vanhu vaive mukombi yavaida ...

Matsvakiraiuno nemuthimba

NDAUWE ndauwe, vaManyika vangoti: Nyama yedu shewe! Tinobonga kukumana ngemukuwo uno wetinoreketa ngetsika nemagariro ...

‘Handi yose minana yechokwadi’

Malven Mugadzikwa — MUKURU weimwe chechi iri muHarare anoti zvakakosha kuti makereke arangarire vanhu vanotambura ...

6 years ago | November 24, 2017

E.D ogadzwa saPresident

Patrick Shamba naTandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI weZimbabwe mutsva, Cde Emmerson Dambudzo Mnangagwa (ED) vachagadzwa ...

Utsanana: Iwe neni tine basa!

MWAKA wekunaya kwemvura wakatotanga masvondo mashoma adarika. Izvi zvinofadza zvikuru sezvo mvura iri upenyu.

Zvibatei: Chiwenga

Tandayi Motsi — MUKURU weuto reZimbabwe Defence Forces (ZDF), General Constantino Guveya Nyikadzino Chiwenga ...

‘Tiri vanhu vanoda runyararo’

Kingstone Mapupu — NEMUSI weChitatu svondo rino – zvichitevera kusiya basa kwaCde Mugabe nemusi weChipiri ...

Mukadzi otiza dumbu

Kingstone Mapupu — MURUME wechidiki wekunzvimbo yakagariswa vanhu patsva kupurazi reKim Court 2, kwaChihota ...

Chipanga otizira kudare

Kingstone Mapupu — MUIMBI Hosiah Chipanga svondo rapera akazopotera kudare raMambo Mutasa zvichitevera kunetsana ...

Hameno, ndizvo zviri kungotaurwawo

MUNGUVA dzino dzatiri, mashoko ari kuwandisa uye ari kungoerekana auya sepamafoni sezvinonzi inhunzi dzanzwa pane ...

Handigare nemukadzi

MUBVUNZO: Ndiri murume ane makore 49 okuzvarwa, ndakamboroora vakadzi vatatu panguva dzakasiyana asi hapana mukadzi ...

Voita chibhanzi neZim flag

Muchaneta Chimuka — MIREZA yeZimbabwe iri kutengwa semabhanzi anopisa mazuva ano. Kutengeswa kwemireza iyi ...

Maporofita havabhadhare: N’anga

Muchaneta Chimuka — N’ANGA yekuEpworth, muHarare iri kuchema-chema pamusoro pemaporofita ane mukurumbira ayo ...

Vakabhutsurwa muzanu-pf

Tandayi Motsi — ZANU-PF Central Committee nemusi weSvondo wadarika yakadzinga vamwe vakuru vebato iri zvichitevera ...

‘. . . vari ivowo Mai Mugabe’

Munyori weKwayedza — MUKURU wemadzimambo nemadzishe muZimbabwe, Mambo Fortune Charumbira vanoti danho rakatorwa ...

Endai munozorora: zanu-pf

Munyori weKwayedza — BATO riri kutonga reZanu-PF rinogashira kusiya basa semutungamiri wenyika kwaCde Robert ...

Zim: Zvinotarisirwa nevanhu

Muchaneta Chimuka — RUZHINJI rweZimbabwe rwunoti rwune tarisiro yekuti zvinhu zvichanaka munyika – kunyanya ...

Mubvandirimwo pachiNdau

NDAUWE ndauwe! Ngatibvunze thongo redu rekupona iyo Chikore, Hlabiso, Tonhorai neChecheche. Ndinogonda zviro zvakhona ...

6 years ago | November 17, 2017

zvidhoma zvorwa shanje

— ‘Ini ndinodzingwa pamubhedha’ — ‘Mukadzi orarapo nezvikwambo’ Kingstone Mapupu — IYI ndiyo inonzi ...

Bhizinesi remabanana radzikira

Kingstone Mapupu — VARIMI vemabanana vekuHonde Valley kuNyanga, kuManicaland vanoti mitengo yechirimwa ichi ...