NHAU DZEMUNO

7 years ago | September 15, 2017

tsvimbo inotora ‘cash’ mu’bank’

. . . muti weraki uchiita kadhori Kingstone Mapupu — APO veruzhinji muZimbabwe vari kutambura kuwana mari, pane ...

Vakadya gudo remudzimu

Kingstone Mapupu — GUDO rinonzi ndere mudzimu wedunhu rekwaSeke — iro raizivikanwa nezita rekuti Seke Mutema — ...

ndinorohwa nemukuwasha: tezvara

Kingstone Mapupu — MURUME wemuHarare anoti aoneswa ndondo nekurohwa nemukuwasha achimukutsirana nemhuri yake izvo ...

kapfupi opotera kun’anga

— ‘Nhamo yanditamba tsvina’ — ‘Zviri zvangu zvazonyanya’ Kingstone Mapupu — MUIMBI ane mukurumbira uye ...

Mimba tugu murume ari ‘Joni’

Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekwaDambakurima, kuMuzarabani — uyo wekunzi aiita gumbo mumba gumbo kunze zvikaita ...

Ndini muponesi: MuSatanist

Daphne Machiri — MURUME wechidiki wekuNyatsime, kuChitungwiza, anoti anobatwa kana kusvikirwa nemudzimu weSatanism ...

Zvamboita seiko zvemabhurugwa anaZodwa?

naIgnatius Mabasa — NHAIMI, hamunawo kuona kuti zvaishura? Ini ndakagara ndazviona kuti uku ndiko kudyirwa munda ...

VaDoma pfacha paTilder Show

Kingstone Mapupu — VANHU verudzi rwechiDoma avo vanogara kuKanyemba, kuMbire, mudunhu reMashonaland Central ...

Kurohwa seri nokuseri sengoma yesvondo

KURANGARIRWA chinhu chakakosha. Mumwe muverengi anonzi Gora akabvunza mupepeti weKwayedza kuti, “Ko Mukwende akashaya ...

7 years ago | September 8, 2017

Nhaka yekamba, matatya nezvikwambo . . .

— ‘handirambwe nemukadzi’ Kingstone Mapupu — MURUME wekuChecheche, kuChipinge, ari kuita kuimba chaiko — ...

20 ‘years’ vaine zvitunha 3 ‘mubedroom’

Kingstone Mapupu — MUNYAYA yatendereredza vagari vekuMt Darwin misoro, mitumbi yevanhu vatatu avo vakafa chipo ...

‘Vose vakatsakatika muNyanga vapenyu’

— ‘Vagere nenjuzu’ — ‘Itai bira vadzoke’ Kingstone Mapupu — MUKADZI anova n’anga uye svikiro ...

Dombo ragadzira sangweji nemuporofita

naIgnatius Mabasa — VANHU vazhinji mazuva ano vari kutsvaga Mwari. Vamwe vakamuwana, vamwe vakambozorora ...

Chikomba chakaita gudo pahotera

Gibson Mhaka ari kuBULAWAYO — MUCHIITIKO chinotyisa zvikuru, musikana wekuBulawayo anoita zvechipfambi anoti ...

Muporofita wekumedzwa nebako achiri muchipatara

Kingstone Mapupu — MUPOROFITA wekuGuruve —wekuda kuwedzera masimba ake nekunopinda mugomo rinoyera kuChiweshe umo ...

7 years ago | September 1, 2017

muporofita akamedzwa nebako rinoyera

Kingstone Mapupu — MUPOROFITA wekuGuruve — wekuda kuwedzera masimba echiporofita nekunopinda mubako rinoyera ...

mwana akachinja kuita chimhuka

Kingstone Mapupu — KAMWANA kakomana kane makore gumi okuberekwa kekwaSvosve, kuMarondera kanonzi kakaita ...

Vaverengi vomhanya nekwayedza

Tandayi Motsi — BEPANHAU revanhu – Kwayedza — riri kuramba richisimukira zvikuru pakufarirwa nevaverengi sezvo ...

uz yovandudza miti yechivanhu

Muchaneta Chimuka — VADZIDZI vekuchikamu chezveongororo yechikafu (Sustainable Research for Food and Nutrition ...

nayo tsvina yemunhu kun’anga

Kingstone Mapupu —- KAMWANA kasikana keimwe mhuri yemubhuku raMungake, kwaMambo Mashayamombe, kuMhondoro kanonzi ...