NHAU DZEMUNO

7 years ago | September 1, 2017

Akadonha nyoka achinamata

Blessings Chidakwa ari kuGWERU — MHOMHO yevanhu vaive pakati pekunamata pane rimwe sowe panzvimbo iri pedyo ...

Kuchipa kunge bhero remaBra

naIgnatius Mabasa — IKO zvino ndave kuziva kuti kusvikirwa kwakafanana nekusvibirwa. Dhiginiti (chiremera) yese ...

‘Vana ngavaite E-learning’

Daphne Machiri — ZVAKAKOSHA kuti vana vechikoro, zvikuru vegwaro reECD, vadzidziswe makombiyuta kuburikidza ...

‘Kazvionera pamhuno sefodya’

Munyori weKwayedza MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti muporofita wekunopinda mubako rinoyera ...

Mapurasitiki, kaylite: Toringepi?

PANE zvigadzirwa zvashungurudza vanhu, zvigadzirwa zvamazuva ano zvakauya zvichinge zvakanaka, asi zvave kutenderedza ...

World Vision yopa zvikoro makombiyuta

Kingstone Mapupu — SANGANO reWorld Vision riri kusimudzira dzidzo munyika muno kuburikidza nekupa makombiyuta ...

7 years ago | August 25, 2017

Ndapedza vakadzi vemashefu: Pfambi yechirume

Malven Mugadzikwa — MURUME wemuHarare — uyo aimbova ngochani yemakoko — anoti ava kurarama nekuita zvechipfambi ...

Shavi rehuroyi tugu parufu . . .

 — ndadya vanhu 100 — Muroyi akazviitira weti l Chuma chinoita nyoka Kingstone Mapupu — MUKADZI ...

‘Ndinobara zvimhuka’

. . . katsi, nyoka, tsoko, kamba Kingstone Mapupu — MUDZIMAI anobva kwaMudzimu, kuHurungwe – asi achigara ku- ...

Ponogirafu kuitira imbwa yakafa nyaradzo

naIgnatius Mabasa — NHAIWE, unombofunga here? Kwete kufunga nhamo kana kuti uri kuroyiwa kana kuti ndiani ...

NetOne yorerutsira ruzhinji

Munyori weKwayedza — KAMBANI yeNetOne yakaparura zvirongwa zvitsva zviviri izvo zvakananga kurerutsira makasitoma ...

Ongororo yemutemo wekutapwa kwevanhu

Irene Sithole — NEMUSI wa30 Chikunguru gore rino, Zimbabwe yakabatana nedzimwe nyika pasi rose mukupemberera zuva ...

Psmas pfee neShield Plan

SANGANO rePremier Service Medical Aid Society (PSMAS) raparura chirongwa chakareruka pamutengo asi chichisiya vanhu ...

Chapeyama ozadzisa mashoko ake

Ray Bande — MUTARE Polytechnic Vice Principal, VaHarris Chapeyama, avo vakagadzwa pachigaro ichi munaNyamavhuvhu ...

Madimikira ngechiNdau

UNOZIYA watochizwa kuti kudhaya tatopinda muchirongwa chedu chemadimikira. Dai iri nyoka zviyana, chasara kuponde soro ...

7 years ago | August 18, 2017

zvidhoma zvakaba us$900 pachikoro

— Vabereki vozviramba — ‘Panoitika mashiripiti’ — ‘Nyaya tiri kuiferefeta’ Kingstone Mapupu — ...

Tinoda runyararo: President

Tandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mugabe vanoti vanorumbidza mauto eZimbabwe Defence Forces (ZDF) ...

‘Ndava murume wetokoloshe’

Daphne Machiri — PANE murume wekuBindura ari kuti atambura nekunzwa mazwi anotaura zvakasiyana munzeve dzake, ...

murume aitamba mwana mudumbu

. . . ndokuzofa oita sembudzi Kingstone Mapupu — MURUME wepamugodhi weSutton uri kwaMupondaminga, kuMutorashanga, ...

chikwama chakanamira muruwoko rwetsotsi

Kingstone Mapupu — MBAVHA yemakoko inogara kuEpworth yakazoigochera pautsi apo yakaba chikwama chainge ...