NHAU DZEMUNO

7 years ago | August 18, 2017

chikwama chakanamira muruwoko rwetsotsi

Kingstone Mapupu — MBAVHA yemakoko inogara kuEpworth yakazoigochera pautsi apo yakaba chikwama chainge ...

‘Uku ndiko kurapa mbavha’

Munyori weKwayedza — MUMWE chiremba wechivanhu, Sekuru Elisha Mutanga veku- Ushewokunze, muHarare, vanoti mishonga ...

Uri sei muto wenyama yembwa?

naIgnatius Mabasa — SAKA kuSizinda neku- Mpopoma, kuBulawayo uko muri kudyiswa nyama yaBhingo? Kikiki seka zvako ...

Ngatizivei mwaka yedu yegore

Ticha Danga — HUTSANZI hweMusiki hunobuda zvakare pachiitiko chakakosha apo Mwari vakasika zvinoitika gore ...

7 years ago | August 11, 2017

Mukuwasha okumbira bonde

. . . kuna tezvara . . . uku kupisira’ Muchaneta Chimuka — IMBOFUNGA izvi. Murume ofirwa nemudzimai wake nhasi ...

Ndiri ‘shefu’ wevaroyi: Mwana (13)

— ‘Ndini ndinovhura makuva’ Kingstone Mapupu — KAMWANA kasikana kanogara kwaRukweza, kwaMakoni kwaRusape, ...

Chikomba chakanamira pamudzimai wemunhu

— ‘Ndapfidza, handichazviita futi’ Kingstone Mapupu — MURUME wekuMabvuku, muHarare — uyo asingabvire ...

‘bhucha’ rizere nyama yembwa

— ‘Imwe ndinoendesa kwatezvara’ Nyaradzo Bakari naCodelia Mondela — NYAYA yekuda usavi hune mutengo ...

Akaremara adzvokorwa nekatsi

Kingstone Mapupu — MURUME wechidiki anogara kuNorton anoti akasara aremara mitezo yemuviri wake mushure mekunge ...

baba vemwana ndevapi?

— Ruwoko rwavo nerwemwana zvinofanana — Ndizvo zvakashandiswa kupedza gakava Liberty Dube naNyore Madzianike ...

Murume akaba chingwa chaJesu

naIgnatius Mabasa — JESU akanga apa vanhu zviuru zvishanu chingwa nehove vakadya, vakaguta zvekutosiya zvimwe. ...

Guva haripiswe: Chisanyu

Munyori weKwayedza — NYANZVI munyaya dzechivanhu vari zvakare mutungamiriri wesangano reZimbabwe National ...

Mvura, kushambidzika ikodzero yevanhukadzi

Geraldine Nyaku — MADZIMAI nevanasikana vari panyatwa huru nekuda kwenyaya dzemhirizhonga dzinosanganisira kurohwa ...

7 years ago | August 4, 2017

nyoka ine ‘chiso’ chemunhu

. . . zibuno, mazinzeve nemaziziso . . . ini ichindiita mukadzi pamadiro’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki ...

unfpa yobatsira vanhukadzi

Muchaneta Chimuka — SANGANO reUNFPA riri kubatsira madzimai nevanasikana nezvekushandisa panguva yekutevera uye ...

vozorwa tsvina yevanhu

Kingstone Mapupu — VANHU vanoroja paimwe imba iri kuStodart Hall, kuMbare, muHarare havazi kudya rinopisa — zuva ...

Vonamata vakabata mabhodhoro edoro

Daphne Machiri — MUPOROFITA wechechi yeChitenderano Apostolic Faith iri kuOld Tafara, muHarare ari kushandira ...

‘ndinodanana nababa’

‘. . . mimba iyi ndeyavo’  ‘. . . amai vanotozviziva’ Kingstone Mapupu — MURUME anobva kuBuhera asi achigara ...

Muporofita wako akafa achanhuhwa

naIgnatius Mabasa — MAFIRIMU ekuNaija kana kuti kuNigeria itai muchiona mashoma. Uye regai kungobatirira kana ...

Misande ngechiNdau

TINOZIYA teshe kuti goko rinorya anhu. Anhu anodarika ngepo pazambukoro. Sakei kuzoti tama uripo pazambukopo ngwena woye!

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>