NHAU DZEMUNO

7 years ago | July 21, 2017

Enda kuchipatara: Dr Moyo

Munyori weKwayedza — CHAMANGWIZA wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo, vanokurudzira ...

Mudzimai wemunhu chiname na’prophet’

Lizzy Mushoriwa — MUKADZI wekuendesa murume wake kudare achiti anomurova pamwe nekumurambidza kuenda kuchechi ...

Kufumuka kunge seat remukombi

naIgnatius Mabasa — PANE murume akaita mharidzo yaiperekedzwa nevhidhiyo yemunhu ari kumhanya zvinotyisa. Murume ...

Zvakakoshera magwaro ekuzvarwa

Danai Chirawu — IKODZERO yemwana wose kuti ange aine magwaro ekuzvarwa kwake (birth certificate). Kupa mwana zita ...

7 years ago | July 14, 2017

Wanano haidi kugedageda

KUBVIRA makare-kare, wanano chinhu chaikosheswa zvikuru uye zvaitorovesa hana kunzwa kuti mudzimai wemunhu ari kuita ...

dambudziko rinouya nekuzvara

Muchaneta Chimuka — MAI Irene Mlambo (67) vekuMushumbi Pools, kwaShe Chipuriro kuDande, ndemumwe wemadzimai ...

Anonwisa zvikomba weti

— kudzivirira runyoka  — ‘Murume wangu anovaziva’ Kingstone Mapupu — MUKADZI akaroorwa wekwaMakumbe, ...

satanism ‘sweets’ pachikoro

Ray Bande — MAPURISA anoona nezvekudzivirirwa kwemhirizhonga akazoshevedzwa pachikoro cheNyanyadzi High School, ...

Bhinya rakatakwa nemabwe

Blessings Chidakwa ari kuGWERU — MURUME weGokwe — uyo ari kupomerwa kubata mumwe musikana chibharo apo amai vake ...

‘Ndine mimba yamufundisi’

Kingstone Mapupu — MUFUNDISI weSalvation Army anoshandira kwaChivero, kuMhondoro ari kupomerwa kumitisa mumwe ...

Zvakakoshera World Population Day

Munyori weKwayedza — ZUVA guru reWorld Population Day rinove rekucherechedza huwandu hwevanhu pasi rose ...

Zim yosimudzira kurongwa kwemhuri

Munyori weKwayedza — ZIMBABWE imwe yenyika dzekutanga kuzadzikisa zvinangwa zvekuti chikamu che68 percent chevanhu ...

‘Ndanetswa nevana vakauya vemukadzi’

Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekuti vari kushungurudzwa nevana vanova vabvandiripo vakazopotera kudare vachiti ...

Salvation Army yoda kuvhara

Kingstone Mapupu — MUFUNDISI wechechi yeSalvation Army iri yekwaMambo Chivero, kuMhondoro — uyo ari kupomerwa kupa ...

‘Kuronga mhuri kusimudzira nyika’

Munyori weKwayedza — VAKAFANOBATA chigaro chemukuru wesangano reUnited Nations Population Fund (UNPFA), Dr Natalia ...

Wabvutira refuri pito, ukagarira bhora

naIgnatius Mabasa — HAPANA munhu kwaye pakati pedu, kunyanya mazuva ano emafoni azere mazerere ezvinyadzi ...

‘Handina vana vanochengetwa kumaraini’

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekudhonzerwa kudare nemudzimai wake achinzi anogara achimurova pamwe ...

7 years ago | July 7, 2017

Jaya ropfekera dhongi condom

— ‘Hameno chinondigara’ — ‘Mwana andinetsa uyu’ Kingstone Mapupu — MUKOMANA jaya wekwaMusana, ...

Mukuwasha akaponda ambuya nembwa dzavo

Blessings Chidakwa ari kuGWERU MURUME wekuKwekwe anonzi akaponda ambuya vake — amai vemudzimai wake — avo vaigara ...

Tinobura nyanzvi: mitc

Malven Mugadzikwa — KOREJI yeMsasa Industrial Training College (MITC) iri muHarare yovandudza hunyanzvi ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>