NHAU DZEMUNO

7 years ago | June 30, 2017

Votemwa nematombo anopisa

Samuel Kadungure ari kuBUHERA — MUNYAYA inoita kunge bhaisikopu, imwe mhuri yekwaManjengwa, kuBuhera, inoti iri ...

Akabatwa aine musoro wemunhu, une ndebvu

Richard Muponde ari kuGWANDA — MURUME ane makore 22 okuberekwa wekwaGaranyemba, kuGwanda akawanikwa aine musoro ...

Vakadzi nevarume vopera . . .

 — nyoka inoda ‘zvinhu’ — ‘Inoshinha nesu’ — ‘Tava kutozvida’ Kingstone Mapupu — VAKADZI ...

Mazamu tugu, hupombwe hauna kuchipa

naIgnatius Mabasa — KANA ukadirwa mvura haurambe wakaoma. Zvinhu zvose zvatinoita zvine zvazvinokonzera, kufanana ...

Opikira kuyamwisa mwana asiri wake

Muchaneta Chimuka — MUSIKANA wekuChitungwiza uyo akayamwisa mwana wemukadzi waanoshandira achiti iyi yaive nzira ...

‘Handina hiv ini’

Gamuchirai Muzanenhamu — MUKOMANA wekupfimba musikana ndokurambwa ava kuchema-chema achiti chimhandara ichi chiri ...

Vatyairi vofamba nyore neEcoCash

Tandayi Motsi — KAMBANI yeEconet Wireless Zimbabwe yakabatana neZimbabwe National Road Administration (Zinara) ...

7 years ago | June 23, 2017

Mazizamu tugu . . .Akecha mukadzi wemunhu

Kingstone Mapupu — MURUME wemuMukumbura, kuMt Darwin — wekudanana nemukadzi akaroorwa — akazowana zvinodarika ...

Shato dzodya sadza

Kingstone Mapupu naOwen Madondo — PANE mazinyoka mana — ehe 4 — ayo akakura zvekuti anogona kumedza kana munhu ari ...

‘Inyoka dzemidzimu’

Kingstone Mapupu — NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti nyoka dzerudzi rweshato — idzo dzinonzi dziri kuonekwa dzichidya ...

Akagocherwa kuenda kubhawa

Blessings Chidakwa ari kuGWERU —MUDZIMAI wekuMkoba 12, kuGweru akapona neburi retsono zvichitevera kupiswa ...

Ndinotaura nevatumwa vaSatani — Prophet

Blessings Chidhakwa — MUPOROFITA wekuHighfield, muHarare, ari kukatyamadza veruzhinji zvichitevera mashoko okuti ...

Cde Chinx: Muimbi, murwi, jinda raMakoni!

CDE Chinx Dickson Chingaira, vakazorora. Vakaenda kunyika isingadzokwi kusvika Jesu vadzoka. Asi vakaziva Cde Chinx ...

Mufundisi akakwatura Mai Mufundisi

Muchaneta Chimuka —MUFUNDISI wechechi yeVictory International Ministries kuChitungwiza akamiswa pamberi pedare ...

‘Wakandipfimba ndikakuramba’

Gamuchirai Muzanenhamu —MURUME wekuendesa muvakidzani wake kumatare edzimhosva achiti ari kumushungurudza ...

Makondirakiti emhando yeAntenuptial

Rumbidzai Tawonezvi-Moyo —MAKONDIRAKITI aya akamira sei uye ndivanani vakakodzera kuashandisa?

Kudya marasha zvose nedota racho

naIgnatius Mabasa —CHIKRISTU sezvatinochiziva chatama, chaburitsa property panze zvekuti kana pakazouya ...

7 years ago | June 16, 2017

32 years . . . ‘handipfeke bhurugwa’

— ‘Ndashinha nevarume 1 000 — ‘Imhiko dzekuti ndiite upfumi’ Kingstone Mapupu — MUKADZI wechidiki ...

Akadzikwa banga ne‘chimoko’

Muchaneta Chimuka — MURUME wekuDema, kwaSeke akapona neburi retsono mushure mekubaiwa kwaakaitwa nebanga ...

nhaka yehuroyi yapanduka

— ‘Akasiirwa naamai vake’ — Otiza nyoka pamusha Munyori weKwayedza — MUKADZI wekuNyanyadzi —uyo anonzi ...