NHAU DZEMUNO

7 years ago | March 31, 2017

‘Zvava kutoda vanozvigona’

Munyori weKwayedza — MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti mhuri yekuOld Tafara, muHarare, iyo ...

Econet yaunza Data Double Up

Tandayi Motsi — KAMBANI yeEconet Wireless iri kuenderera mberi nekuvandudza zvirongwa zvayo nedonzvo rekuzadzisa ...

mukoti wanhasi newakare

— ‘Basa mberi, mari mushure’ l‘Zvaityisa kunzi murwere afa’ l ‘Zvasiyana nezvatave kuona’ Muchaneta Chimuka ...

‘Kubatana kunoderedza hurombo’

Abel Ndooka — MUKURU weWorld Bank muZimbabwe, Mai Camille Nuamah, vanoti bhanga ravo rakazvipira kushanda ...

Kukundwa kufunga nehuku

naIgnatius Mabasa — SARUDZO hadzisi dzematongerwo enyika chete, kwete. Nesuwo tine sarudzo dzezvimwe zvinhu ...

Akaripiswa mombe 5 adzika mambo demo

Daphne Machiri — MAMBO Negomo, Lucious Chitsinde (42), vekuChiweshe kudunhu reMashonaland Central vanoti ...

7 years ago | March 24, 2017

Makwikwi eNew Curriculum

— Vana voratidzira matarenda Muchaneta Chimuka — ZVIKORO zvesekondari zvekuEpworth, muHarare, neMuvhuro ...

‘ukadanana neni, unofa uchirutsa’

Kingstone Mapupu — MUDZIMAI wechidiki wekuMasvingo anoti ari kuoneswa pfumvu nezvipoko zvevarume vapfumbamwe avo ...

Akaponda mukadzi

Kingstone Mapupu — PANE murume wekuMacheke akasungwa nemapurisa achipomerwa mhosva yekuponda mudzimai wake uyo ...

makore 10 kasikana (12) kakatapwa nen’anga

— ‘Atova mukadzi wangu’             —‘Sekuru vanondibhinya’ Kingstone Mapupu N’ANGA ine mukurumbira ...

7 years ago | March 17, 2017

‘ndadya vanhu 10’

‘. . . vamwe vari kurwara’ Kingstone Mapupu — MUDZIMAI wekuWestlea, muguta reHarare, ari kubuda pachena kuti ane ...

prophet opofomadza vanhu

Achinamata akavatsika padumbu Kingstone Mapupu — KUIMWE chechi iri mumusha weGlen Norah C, muHarare, kuri kuitika ...

tscz yonanga kumaruwa

. . . ichidzidzisa nzira dzekudzivirira tsaona Muchaneta Chimuka — SANGANO reTraffic Safety Council of Zimbabwe ...

Pakumitisa pwere Mash Central iNo. 1

Muchaneta Chimuka — HURUMENDE inoti iri kushushikana zvikuru nekuwanda kwenyaya dzevana vari kubata pamuviri ...

Muzvinabhizimisi omera mazizamu

Kingstone Mapupu — MUZVINABHIZIMISI wemumusha weHopley, muHarare, anoti akangofuma amera mazamu sezvinonzi ...

‘Pedzai rusarura kuvatori venhau’

Muchaneta Chimuka — VARI mubasa rezvenhau vari kukurudzirwa kutora matanho ekuenzanisa mikana pakati pevanhurume ...

‘Makore 13 ndichirara nenyoka’

Walter Mswazie — KUPINDA mumagumbeze nenyoka zvinhu zvinotyisa zvikuru! Asi iyi ndiyo tsekwende yakatarisana ...

Akarova muzukuru nechitofu chaibvira

Tafadzwa Mutsotso — BONGOZOZO pakati pasekuru nemudzimai wavo rinonzi rakavaparira zvichitevera kupisa kwavakaita ...

Orambidza mudzimai kushanda

Tafadzwa Mutsotso — SHANJE dzinopfuta semoto dzinonzi dzakonzera mumwe murume kurambidza mudzimai wake kushanda ...

Tinotenda Sadza newua: Mathuthu

Abel Ndooka — MUTEVEDZERI wegurukota rezvekufambiswa kwemashoko nenhepfenyuro, Cde Thokozile Mathuthu, ...