NHAU DZEMUNO

7 years ago | March 17, 2017

Tinotenda Sadza newua: Mathuthu

Abel Ndooka — MUTEVEDZERI wegurukota rezvekufambiswa kwemashoko nenhepfenyuro, Cde Thokozile Mathuthu, ...

‘Rusarura kuvanhu vakaremara bodo’

Muchaneta Chimuka — MUNYORI mukuru anoona nezvenyaya dzevanhu vakaremara mitezo mubato riri kutonga reZANU-PF, Cde ...

Akazvisungirira zuva rafa sekuru

Tafadzwa Mutsotso — MUZUKURU anonzi akapona neburi retsono apo akada kuzviuraya nekuzvisungirira zuva rakafa ...

Hakusi kuroyiwa: Dr Moyo

Munyori weKwayedza — MUKURU wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obediah Moyo, vanoti matambudziko ...

7 years ago | March 10, 2017

Baba vanobhinya mwana chirema

Kingstone Mapupu — VATORI venhau veKwayedza vakasara vasina neremuromo svondo rapera apo murume wemuHarare, ...

hatidi kurohwa: vana

— ‘Tinoda kutsiurwa bedzi’ — ‘Isu takakura tichirohwa’ Muchaneta Chimuka — VANA, vabereki nemamwe ...

kurembera zvava zvinhu pa‘town’

—‘Kusiri kufa ndekupi?’ — ‘Inhamo inotidariso’ — Tiri kuvasunga: Zrp Muchaneta Chimuka — ...

mambo akadzikwa demo

— Takatosunga munhu wacho: zrpl Takatosunga munhu wacho: ZRP Daphne Machiri — MAMBO Makope, VaJacob ...

ndapedza dzinza: madzibaba

— ‘Mwedzi waZvita kunotofiwa’ — ‘Ndini ndava kufanirwa kufa Malven Mugadzikwa — “ZVANGU zvekuti uku ...

Chitunha chemuvhimi mudumbu regarwe

Kingstone Mapupu — MURUME muvhimi wekumapurazi ekuBeatrice akauraiwa negarwe, mutumbi wake ndokudyiwa apo airedza ...

Chikomba bara ‘chimoko’ chasanduka

Kingstone Mapupu — MURUME wekuWaterfalls, muHarare, anonzi akazorova bara achitiza apo akaedza kusasana nemukadzi ...

MAONERO EDU: Mahwindi vava mutemo here?

VERUZHINJI vagara vachinyunyuta nekuda kwehunhu hunoitwa nemamwe mahwindi kunzvimbo dzinokwirirwa mabhazi nemakombi.

Kuchengetana makarambana

Isabel Palasida — VANHU vangakwanisa here kuramba vachichengetana mushure mekurambana? Kazhinji kana vanhu ...

Hatidi rusarura: Chikwinya

Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rinoona nezvemadzimai, kuenzaniswa kwemikana nekusimudzirwa kwenharaunda, Cde Nyasha ...

Rambo tamusunga: Charamba

Kingstone Mapupu — MAPURISA svondo rapera vakasunga murume wemuHarare ari kupomerwa mhosva yekubhinya mwanasikana ...

7 years ago | March 3, 2017

Ndakaenda kuGehena: Prophet

Kingstone Mapupu — MUPOROFITA uye wemuHarare – wekuita mbiri gore rapera achiti akaenda kudenga kaviri akanoita ...

Mwana chipo chaMwari

SVONDO rino tine imwe nyaya inosiririsa zvikuru, yemwana mukomana ane makore 14 okuberekwa uyo anoti akafamba netsoka ...

vakadzi vofuma vari musvo

. . . asi vamborara vakapfeka Kingstone Mapupu — VAKADZI vakuru nevasikana vanodarika 200 vekwaNhehweyembwa, ...

muroyi ‘akazvimbirwa’ nenyama yevanhu

. . . ndokunozvipira kumapurisa Kingstone Mapupu — MUKADZI wekuEpworth — uyo anozviti iye nechikwata chevamwe vake ...

njuzu yakapfeka bra mumba

Muchaneta Chimuka — MUKADZI anogara mumusha weZengeza 2, kuChitungwiza, nemusi weChipiri svondo rapera akaridza ...