NHAU DZEMUNO

7 years ago | March 10, 2017

Rambo tamusunga: Charamba

Kingstone Mapupu — MAPURISA svondo rapera vakasunga murume wemuHarare ari kupomerwa mhosva yekubhinya mwanasikana ...

7 years ago | March 3, 2017

Ndakaenda kuGehena: Prophet

Kingstone Mapupu — MUPOROFITA uye wemuHarare – wekuita mbiri gore rapera achiti akaenda kudenga kaviri akanoita ...

Mwana chipo chaMwari

SVONDO rino tine imwe nyaya inosiririsa zvikuru, yemwana mukomana ane makore 14 okuberekwa uyo anoti akafamba netsoka ...

vakadzi vofuma vari musvo

. . . asi vamborara vakapfeka Kingstone Mapupu — VAKADZI vakuru nevasikana vanodarika 200 vekwaNhehweyembwa, ...

muroyi ‘akazvimbirwa’ nenyama yevanhu

. . . ndokunozvipira kumapurisa Kingstone Mapupu — MUKADZI wekuEpworth — uyo anozviti iye nechikwata chevamwe vake ...

njuzu yakapfeka bra mumba

Muchaneta Chimuka — MUKADZI anogara mumusha weZengeza 2, kuChitungwiza, nemusi weChipiri svondo rapera akaridza ...

Mwana (14) kubva Gokwe kusvika Kadoma netsoka

. . . achitiza baba vake Kingstone Mapupu — MWANA mukomana ane makore 14 okuberekwa wekwaNembudziya, kuGokwe, ...

Ndanzwa nekupfimbwa: Mukadzi wemari yejuju

Kingstone Mapupu — MUKADZI anogara mune mumwe musha weshoroma muHarare – uyo anoti atambudzwa nemari yemishonga ...

Nyaya dzekurambana pachivanhu

KANA vanhu vachiita sarudzo yekuti vachate, pamwe nevanhu vavachadaidza pamuchato wacho nechikafu chichadyiwa, vanenge ...

Kamba ine wivhi mumba

Muchaneta Chimuka — YAKAVE batai-batai paimwe imba iri kuRuwa apo kamba yainge yakapfekedzwa wivhi uye ...

‘Ndizvo zvinoitwa nevaroyi’

Kingstone Mapupu — NYANZVI dzechivanhu dzinoti nyaya yevanhukadzi vekwaNheweyembwa, kwaMurewa, avo vanonzi ...

‘Inyoka kwete njuzu’

Munyori weKwayedza — MBUYA Efrida Meja, avo vanove godobori rinoshanda riri pasi pesangano reZimbabwe Traditional ...

7 years ago | February 24, 2017

zvidhoma zvokecha dzinza rose

Kingstone Mapupu — IMWE mhuri yekuGoromonzi inoti yabviswa chiri kumeso nezvidhoma zvichibatsirana nemweya ...

‘murume wangu anosanduka kuita zinyoka’

‘. . . tiri pamubhedha’ Kingstone Mapupu — KWASEKE kune mudzimai ari kuti murume wake anopota achimbosanduka kuita ...

Dzvi achidyara heji paguva remutorwa

— ‘Mweya wake wandishupa’ Muchaneta Chimuka — MURUME harahwa weparimwe purazi riri kuKadoma — wekuoneswa ...

‘Mhemberero dzine musiyano’

Tandayi Motsi — ANOTUNGAMIRIRA vechidiki mubato riri kutonga reZANU-PF (National Secretary for Youth Affairs), Cde ...

Ivhu harisi revauyi: President

Tandayi Motsi — MUTUNGAMIRIRI wenyika President Mugabe, vanoti vanofara zvikuru kuti pari zvino chikamu chevhu ...

Akazviuraya anzi mwana haazi wako

Muchaneta Chimuka — MURUME wekuKuwadzana Extension, muHarare, akafa svondo rapera apo akanozvisungirira pamba ...

‘Kufirwa imhosva here?’

Tafadzwa Mutsotso — MUMWE murume anoti ari kuoneswa pfumvu nehama dzemukadzi wake, uyo ava mushakabvu, idzo ...

Hakuna munhu anonhonga mombe

CHAKANAKA chakanaka, imbwa haihukure sadza. Chinoita kuti imbwa isahukure sadza ndechekuti nyangwe richipisa, sadza ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>