VAKOMANA vana vekuenda kudare reChitungwiza Magistrates’ Courts vachinoita vafakazi panyaya yekubiwa kwekombiyuta ...
MUSIKANA aishanda basa remumba kwaSeke akaudza dare kuti akabira mukadzi waaisevenzera midziyo inokosha US$266 nekuti ...
Tafadzwa Mutsotso— MUMWE mukadzi anoti murume wake anogara achimuudza kuti achamuisira muchetura mune zvekudya ...
BEPANHAU reKwayedza riri kuramba richisimukira zvikuru sezvo rava kuverengwa nevanhu vakawanda, avo pari zvino vave ...
MUKURU wemadzimambo nemadzishe munyika, Mambo Fortune Charumbira, vanoshora zvikuru kurohwa kwaMambo Chivero vachiti ...
Munyaradzi Gunduza— 5. Sarudza nhetembo ina dzezvematongerwo enyika dzakanyorwa navananyanduri vakasiyana dziri ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA DAI Jesu ainzi adzoka, uye ari kuBudaz kana kuDomboshawa, waiita sei? Vazhinji vedu taivhara ...
MUKADZI wekwaChikwaka, kuGoromonzi – uyo akaita mashura apo anonzi akaedza kudya mwana wake kasvava kaainge achangobva ...
‘Makaita vana nevarume vakasiyana’ Trymore Muvhawa VAMWENE vakadunura mudare redzimhosva vachiti vari kuoneswa pfumvu ...
. . . nevanhu vainge vakapfeka mbikiza KAKOMANA kane makore 15 okuberekwa, ako kanogara nevabereki vako kwaChinhamora, ...
“NDAPFIDZA! Handife ndakaba futi. Ini hangu ndini ndingatobirwa!” Izvi ndizvo zviri kutaurwa nemumwe murume — anga ari ...
ZIMBABWE nguva pfupi yadarika yakapihwa rubatsiro rweUS$143 miriyoni yekurwisa kupararira kweHIV neAIDS kubva kusangano ...
. . . ndokuzonanzva ropa rake . . . akada kunhanhira mwana MUDZIMAI wekwaChikwaka, kuGoromonzi, akaita mashura apo ...
MHURI igere kwaMuroyi, mudunhu reZaka, inoti yapfuviswa nekugara ichitemwa nematombo asingaonekwe anoapotsera.
GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Lazarus Dokora, vanoti bazi ravo rine hurongwa hwekudzosa zvidzidzo ...
Trymore Muvhawa— CHEMBERE ine makore 70 ekuberekwa, yekuti inogara ichirikitwa nemurume wayo ichipomerwa kutadza ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA PANGUVA yekuti vamwe vakadzi vanenge vachiita chipfambi kuti vagopihwa nzondora dzehuku, vamwe ...
Kingstone Mapupu—- VERUZHNJI vanokurudzirwa kuti vakoshese mhuka dzinochengetedzwa pasi pemutemo wenyika ...
GWARO rekurwisa kushungurudzwa kwevana munyaya dzepabonde, reSub-Saharan Africa Study Report on the Sexual Exploitation ...
Tafadzwa Mutsotso— MURUME wekuRuwa, uyo akakwidzwa kudare redzimhosva nemudzimai wake achiti ari kumushungurudza, ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey