NHAU DZEMUNO

7 years ago | December 29, 2016

‘Usanditi small-house, murume ndewedu’

Trymore Muvhawa— MADZIMAI maviri ari pabarika akakandirana mashoko makobvu nematete mudare, mumwe achiti anogara ...

‘Ndipewo weti yemukadzi wako’

 ‘Ndinoda kurapisa mwana wangu’ Tafadzwa Mutsotso VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo vavakidzani vaviri ...

7 years ago | December 23, 2016

Mwana akazvarwa aine mazino, mazamu, ‘vhudzi’

VAGARI vekuKwekwe havana kana nechekutaura mushure mekunge kasikana keko kane makore 15 okuberekwa kabara mwana ane ...

Nyoka inoda vakadzi yakabatwa

ZINYOKA rerudzi rweshato — iro rinonzi rave nemakore 30 richishandiswa nechembere yekwaMurehwa kushinha nevakadzi ...

Ndakanopihwa mushonga wemari

. . .handisvike parufu . . .kana rwemwana wangu MURUME wekwaNembudziya, kuGokwe, ari kureurura kuti akaenda kun’anga ...

Kuroodza pwere bodo: Mapositori

Trymore Muvhawa— SANGANO reApostolic Women Empowerment Trust (AWET), iro rinorwisa nenyaya dzemhirizhonga mudzimba ...

Zimukonde retsvina yemunhu pamusiwo

. . . zinyoka ndokumupindira mumba Tafadzwa Mutsotso— PANE mukuwasha anoti akafumoona zimukonde retsvina yemunhu ...

Anodyiwa haataure

Trymore Muvhawa— MUKOMANA nemusikana vekumbopengesana murudo vakazonyandurana zvekusvitsana kumatare edzimhosva ...

Mwana wekufirwa odzingwa pamba

Trymore Muvhawa— MUKOMANA wekuDomboshava anoti babamukuru vake vari kumudzinga pamusha paakasiiwa ari nababa vake, ...

‘Aya ndiwo mashura’

NYANZVI mune zvechivanhu dzinoti zvinoshura kuti mwana azvarwe aine mazino kana mimwe mitezo yemuviri isingaenderani ...

Akadashurwa nemudzimai

HARAHWA ine makore 60 ekuzvarwa, iyo yakarikitwa kurohwa nanyachide wayo mushure mekunge vatadza kunzwisisana, ...

Mombe dzofa kuMasvingo

ZVIPFUYO zvevarimi vekuBuhera, nekuMasvingo zvatarisana nedambudziko rakafanana – mafuro ava mashoma izvo zvava ...

Kudhakwa seshiri yakafira mumvura

URI kumhanyira kunonwa paKirisimasi kunge mombe yanga yafa nenyota yave kusvika parukova. Mombe yanga yafa nenyota ...

Zvinoitika: Dr Manangazira

MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (director of epidemiology and disease ...

Vana vakaitirwa mabiko

ZVAKAKOSHA kuti veruzhinji vacherechedze kodzero dzevanhu vakaremara mitezo pamwe nekusavasarura. Mashoko aya akataurwa ...

Oti mukadzi ndiye akauraisa mwana

Trymore Muvhawa— MURUME wekuenda kudare achida kupihwa mvumo yekugara nevana vake akadya magaka mambishi achiti ...

‘Ndakarohwa nemukuwasha’

MUKUWASHA anonzi akazvindikita ambuya vake apo ainge arambidzwa kutora mwana wake nechisimba uyo wavakatanga kuchengeta ...

7 years ago | December 16, 2016

Tezvara, muroora ‘mwaaa’

‘Tave kutopengesana moto’ ‘Zvekunyarana zvatokapera’ MURUME wekuChiweshe apengesana murudo nemuroora wake — mukadzi ...

Akazvara chuma nepfumo

. . . ambogeza nababa vake vose vari musvo MUKADZI wechidiki wemuHarare anoti akaita mimba ndokuzobara chuma chaive ...

‘Handirambwe nemukadzi ini’

 ‘Vangu madzimai ndinopfuhwira’ IMWE n’anga yekuChipinge inoti kana pari pamishonga yekupfuhwira – zvose vakadzi ...