NHAU DZEMUNO

7 years ago | November 25, 2016

‘PAKUROYA NDIRI SHASHA’ . . . ‘Ndadya zvitunha zvinodarika 70’ . ...

CHEMBERE yekwaMangwende, kwaMurehwa, inoti kusvika pari zvino yadya nyama yevanhu vanodarika 70 uye inogara nenyoka ...

MUDZIMU TUGU MUPOSITORI ARI PAN’ANGA

MURUME mupositori wemubhuku raMakota, kwaMambo Gwesela, kuZhombe, akabatwa nemweya unofungidzirwa kuti ndewengozi apo ...

Murume akatiza dumbu

MUDZIMAI wechidki wekuSouthlea Park, muHarare, anoti ave nemakore mashanu achiyaura nedumbu rake iro rakazvimba kunge ...

MAKORE 8 VACHIFUMA VAKAGUSWA. . . hapana kana vhudzi rinosara . . ...

MURUME wekuGlen Norah C Extension, muHarare, ari panguva yakaoma — ava nemakore masere achingofuma akaveurwa chose ...

‘Mafundisi siyanai nekunyeba’

MAPOROFITA nevamwe vakuru vemachechi havafanire kunyengedza varwere vakaita sevane gomarara neutachiona hweHIV kuti ...

Kuremekedza mabasa aChidyausiku

MUPEPETI wekutanga webepanhau reKwayedza, Dr Paul Chidyausiku, svondo rapera vakaitirwa mabiko nemhuri yavo kuGweru ...

Vopaka mota neEcoCash

KAMBANI yeEconet Wireless yobatana nekanzuru yeguta reHarare mukurerutsira vatyairi vanoda kupaka motokari dzavo mukati ...

‘Muvheti’ wekuFrance akazhamba mudare

Tafadzwa Mutsotso MURUME anova chizvarwa chekunyika yeFrance akabongomora kuchema mudare mushure mekunge mudzimai wake ...

‘Muvheti’ wekuFrance akazhamba mudare

  Tafadzwa Mutsotso  MURUME anova chizvarwa chekunyika yeFrance akabongomora kuchema mudare mushure mekunge ...

Ndava kufira chikwereti’

Tafadzwa Mutsotso NYAKUKWERETESWA mari achida kuvakisa chikoro chake akazozvidemba mushure mekunge aoneswa ndondo ...

Otambiswa nhova neshamwarikadzi

Tafadzwa Mutsotso SAMUSHA vekutambiswa tsava-tsava neaimbove shamwarikadzi yavo, iyo inonzi inohaya mamonya kuti ...

— Mutupo —

HUMBA NYANGURU Maita chiunga Maita humba,

St. Angela Academy haisarudzi vadzidzi

CHIKORO cheSt. Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare chinotangira paForm 1 kusvika Form 6 uye chine bhodhingi ...

7 years ago | November 18, 2016

‘Ndinoyamwisa nyoka dzashefu’

‘. . . dzimwe dzichindinanzva’ MUKADZI wechidiki wekuMasvingo anoti ashungurudzwa nenyoka “dzashefu” vaaimboshandira ...

Baba vomera ‘ruware’ vapinda nevakadzi 100

MURUME wechidiki anogara papurazi reChigomo, kuMt Hampden pedyo neHarare, akatarisana nedambudziko rakaomesesa — rekuti ...

Murume muporofita mukadzi ari n’anga

N’ANGA inobva kuChipinge inoti hapana musiyano uripo pakati pen’anga nemaporofita ichiti vose vanhu ava vanoshandisa ...

Mwana wekuita tsvina nepadumbu akashaya

MUNENYASHA Muchapondwa, mwana uye wekuChimanimani, uyo akaburitswa muKwayedza masvondo maviri adarika apo aitsvagirwa ...

Vanofumoona mukirasi muzere tsvina yevanhu

PACHIKORO cheChifamba High School, chiri kuGuruve, pari kuitika minana yasiya vana zvose nevadzidzisi vepo vasina ...

Zvekuita kana wabatwa chibharo

Mildred Mashozhera CHIBHARO zvinoreva kuti munhurume anenge aita bonde rekumanikidzira nemunhukadzi kana kuti asina ...

Vorwisa chirwere cheshuga

Munyori weKwayedza SANGANO reZimbabwe Diabetes Association neMugovera uno richaita chirongwa chekufamba chinodaidzwa ...