‘Unondiita mukadzi’ ‘Ndewa shefu vangu’ MUKADZI wechidiki wekwaChihota, mudunhu reMashonaland East, anoti atambudzwa ...
MASHIRIPITI ari kuitika kumhuri iye yemubhuku rekwaGweshe, kwaMambo Chipuriro, kuGuruve — iyo yava kugara nekurara panze ...
MUSIKANA uye wekwaMutare, wekubuda muKwayedza achiti ari kuitwa mukadzi nezvikwambo izvo zvinomuitira shanje dzekuti ...
ZVICHITEVERA mashoko emumwe muporofita wemuHarare uyo ari kuti Mwari mbune vakamubvakachira musi wa20 Gumiguru 2016 ...
Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga DAMBUDZIKO: Dambudziko rangu nderekuti mudzimai wangu ave nemakore maviri asingandide ...
Patricia Gwetsayi MUGORE ra2013, takaenda nehuwandu hwedu kunovhotera referendum iyo yakaita kuti pave nebumbiro idzva ...
MARANGWANDA aye ekuwanikwa mune rimwe dhamu kuMt Hampden, pedyo neHarare, mushure mekunge kamwana kane makore matatu ...
Vopindira hanzvadzi Mumba isina kupfeka Trymore Muvhawa HANZVADZIKOMANA mbiri dzakamiswa mudare dzichipomerwa mhosva ...
Kubva 3 Mbudzi kusvika 6 Mbudzi 2016: Nyika yose yakasangana nekupisa kwakanyanya pamwe nekuve nemwando kubva musi wa23 ...
CHIEF Justice Godfrey Chidyausiku vanoti vakuru vematunhu vakaita semadzishe, masadunhu, makanzura nevakuru vezvikoro ...
MUMWE kanzura wekumaruwa ekwaSeke, kuManyame, ari kushingairira kuti vakwegura vemudunhu iri varege kubhadhara mitero ...
VAKADZI vaviri vekuEpworh vakaendesana kumatare edzimhosva vachirwira munda apo mumwe anonzi anodira weti netsvina ...
JEE ijee zvaro, asi dzihwa harigochwe! Kana Mwari vakauya kumba kwangu, handifunge kuti ndingavape sadza nenyama. Imba ...
Chinotanga chiri chamupupuri Musha wose worira mabhomba IMWE mhuri yemubhuku raGweshe, kwaMambo Chipuriro, kuGuruve, iri ...
‘Vakaperekedzwa nengirozi’ ‘Tikadya tose 3kg dzenyama’ MUPOROFITA uye wemuHarare, wekuti akaenda kudenga kaviri ...
‘. . . chikadyiwa nebere’ VANHU vaiva parufu rwemukadzi aive muporofita ane mukurumbira kunharaunda yeMalen, ...
MUKADZI uye wekuEpworth, muHarare, wekuti anoshandisa ruwoko rwemwana mucheche akafa semugwaku wekupakurisa zvekudya uye ...
Tafadzwa Mutsotso AMBUYA vakaendesa muzukuru wavo kudare vachimupomera mhosva yekuvarova pamwe nekuhaya shamwari dzake ...
ENGINEER Gloria Sibusisiwe Magombo, avo vanove chamangwiza weZimbabwe Energy Regulatory Authority (ZERA), ndemumwe ...
UNOGASHIRA mameseji mangani eWhatsApp pazuva? Une maGroup mangani anokutumira zvinhu? Kangani kawakambotumirwa ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>