Tafadzwa Mutsotso MURUME wekunzi akapihwa $700 nehama dzemudzimai wake yekuti vatange bhizimusi asi iye ndokuitsondokota ...
DAMBUDZIKO remoto waingopisa zvinhu mudzimba netsvina yevanhu yaingoonekwa yakaita gatakata mumba nepachivanze paimwe ...
Tafadzwa Mutsotso MUMWE mukadzi akadunura mudare redzimhosva achiti ashaiswa rugare nemuvakidzani wake uyo anomupomera ...
Tafadzwa Mutsotso SAMUSHA vekuoneswa ndondo nemukadzi wavakarambana naye vakapotera kudare vachida kupihwa mvumo yekuti ...
MUNYORI mukuru wekanzuru yeChitungwiza (town clerk), VaGeorge Makunde, vanotsinhira nezvedambudziko rekushaikwa kwemvura ...
. . . mumwe akatyorwa gumbo CHEMBERE yekwaMambo Gwesela, kuZhombe, mudunhu reMidlands, iri kureurura kuti haichada ...
CHEMBERE yekwaSikero, kwaMusana, inonzi yakasvika pakunwa muchetura ndokufa mushure mekunetsana nemuvakidzani pamusoro pehuku.
Vakatora mubairo kuScience Fair CHIKORO cheZengeza 8 Primary School, kuChitungwiza, chiri kusimukira zvikuru munyaya ...
MBAVHA dzaiva nepfuti dzakapfura dzikauraya mushandi wechikadzi wepachimwe chitoro kuMhondoro uye muzukuru wake, uyo ...
Zvinoderedza kubiwa kwezvipfuyo: zrp ‘Zvichibatsirawo pakudzivirira zvirwere’ MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ...
MUKADZI anoshanda semurairidzi akamiswa mudare redzimhosva reChitungwiza Magistrates’ Courts nemhosva yekushungurudza ...
‘Mumwe musi akapotsa anditsvoda’ Tafadzwa Mutsotso MWANAKOMANA wekushaya hunhu zvekusvika pakuchiva amai vake, ...
Amager Mufema VANHU vaive mudare vakakahadzika apo mumwe musikana akati shamwarikadzi yababa vake iri kumunetsa ichiti ...
Daphne Machiri KOREJI yeHarare Polytechnic yava kugadzira mafuta anobatsira vanhu vanorarama nehusope ayo anotanda zuva ...
Tafadzwa Mutsotso MUMWE mudzimai akachema-chema mudare achiti murume wake ari kumuregerera panyaya yekuchengeta mhuri ...
Amager Mufema SAMUSHA vekupomerwa kushungurudza mudzimai wake, kusanganisira kumuruma kana zvamubata, akazomiswa mudare ...
Tafadzwa Mutsotso MURUME wekutadza kutevedza mutongo wakapihwa nedare wekuti adzorere $240 yemuridzi iyo yaakakwereteswa ...
IMBWA HAIHUKURE SADZA PROPHET Madungwe vari kushatirisa vanhu nenyaya yekuti vakaona Mwari, uye Mwari vachazoshanyira ...
Tafadzwa Mutsotso NYACHIDE wekugara achioneswa pfumvu nekurohwa pamwe nekutukwa navahosi pabarika ravari akazopotera ...
Amager Mufema MUMWE murume anoti shamwarikadzi yake inomurova pamberi pevamwe vaanoshanda navo uye kumutyisidzira ichiti ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>