NHAU DZEMUNO

8 years ago | September 16, 2016

Timu yehupenyu yakabaiwa

ICHOKWADI timu yehupenyu hwevazhinji yakabaiwa zvekuti vakawanda tave kurarama tiri pamushikashika wehupenyu. Zvese ...

‘Pane chivanhu chiripo’

MUKURU wesangano rinomirira machechi echipositori, reApostolic Christian Council of Zimbabwe (ACCZ), Archbishop Johannes ...

Mhondi yakadya nyama yemunhu

. . . ikanwa ropa rake . . . ndokuzozvirutsa Kingstone Mapupu MUNYAYA inotyisa zvikuru, murume wechidiki wekuTongogara, ...

Runyoka: muti werudo

l ‘Unobatsira vari muwanano’ l ‘Murume anotiza small-house’ KUNE n’anga mbiri dziri kuzviti ishasha pakupa vanhu ...

‘Mwari vari kuuya muZim bedzi’

MUPOROFITA uye wemuHarare wekuti akaenda kudenga kaviri akanoita musangano naMwari mbune achiti zvakare Mwari ...

‘Kushungurudza vakadzi bodo’

Daphne Machiri VANHUKADZI vekuGwanda – avo vari kusangana nekushungurudzwa munyaya dzinosanganisira kumbunyikidzwa ...

Shato paMupedzanhamo

VANHU vanotengesera kuMupedzanhamo, kuMbare muguta reHarare, vari kungozevezana pamusoro pemukweshwa wenyoka yerudzi ...

‘Hausi bofu iwe, tamba nezvimwe’

YAKAVE batai-batai nomusi weChishanu chadarika pakati peguta reHarare apo mumwe murume wechidiki akasveeredzwa nechaunga ...

Tiri kuita ongororo: uz professor

VARIMI vanokurudzirwa kuti vachengetedze goho ravo kubva kuzvipfukuto, zvikuru chemhando yeLarger Grain Borer (GLB), ...

Marangwanda ndeemunhu: Mapurisa

MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti mapfupa ekuwanikwa ari mudhamu rePamutengoubodzi Dam, kuMt Hampden pedyo ...

8 years ago | August 19, 2016

Mashura, mashura! …Mombe yakabara mhuru nhatu kamwe

Muchaneta Chimuka KUDUNHU rekwaSerima, kwaGutu, kune mhou yemombe yakabereka mhuru nhatu dziri hadzi dzose panguva imwe ...

Vanhu 88 vafa nemoto

Daphne Machiri GURUKOTA rinoona nezvenharaunda, mvura nemamiriro ekunze, Cde Oppah Muchinguri-Kashiri, vanoti vanhu 88 ...

‘Ipai Prophet Madungwe nguva’

Munyori weKwayedza VAMWE vaverengi vanoti muporofita wekuti akaenda kudenga kaviri akaita musangano naMwari mbune ...

Zvidhoma zvakabvuta chitunha …chikaita chimhuka . . . ...

Kingstone Mapupu VANHU vaiva parufu kwaMusami, mudunhu reMurehwa, vakapotsa vadzvamuka kutiza apo chitunha chemurume ...

‘Ndinohayisa zvidhoma, sandawana’…Ndine zvekupfumisa, ...

Kingstone Mapupu N’ANGA yekwaKaterere, kuNyanga North, mudunhu reManicaland, iri kubuda pachena kuti ndiyo inopa vanhu ...

Vatori venhau vakachiona…Vakaperekedzwa rwendo nezvipoko

Kingstone Mapupu VATORI venhau veKwayedza svondo rapera vakapona neburi retsono vari kuRwenya, kuNyamapanda, mudunhu ...

‘Zvangu zvikwambo zvinodhura’. . . unomupa mota, mombe kana musvo

Kingstone Mapupu ZVIDHOMA kana kuti zvikwambo zvinonzi zvine mutengo uri pamusoro chaizvo uyo unogona kutangira pa$250 ...

Opura mari nenguruve, mombe

Muchaneta Chimuka CHIRONGWA cheHurumende icho chakananga kuvandudza upfumi hwenyika chinobudirira chete kana pakava ...

‘Pane nyaya, ngazviongororwe’

Muchaneta Chimuka CHIREMBA wezvechivanhu wekuChiredzi, Sekuru Jonathan Shonhiwa Mupamombe, vanoti mombe ikabereka mhuru ...

Uchanhonga nezvakarasirirwa

VAZUKURU nhasi handisi kupindura mubvunzo, asi ndinotaura nenyaya yekungonhonga zvinhu zvakaita semari, mbatya, midziyo ...