NHAU DZEMUNO

8 years ago | July 25, 2016

Oti mukadzi wake muroyi

Amager Mufema MUDZIMAI wekugara achirohwa nemurume wake achipomerwa kuti ndiye muroyi akadya mwana wavo, akazopotera ...

8 years ago | July 22, 2016

‘Ndinoitwa mukadzi nenyoka’…Ndava kutozvida, ndingadii?

Kingstone Mapupu MUKADZI wechidiki wekuChitungwiza anoti ari kuitwa mukadzi nezinyoka rakakura kunge shato, izvo ...

Munhukadzi akanaka anobviswa mazino 4

Kingstone Mapupu NHOROONDO yekugurwa kwemazino epamberi evanhukadzi vechiTonga vagere kuBinga, mudunhu reMatebeleland ...

Ndakaenda kudenga kaviri. . . ndikaita musangano naMwari

Kingstone Mapupu MUPOROFITA weimwe chechi iri muHarare anoti akaenda kudenga kaviri apo akaita hurukuro naMwari mbune, ...

‘Chengetedzai zviwanikwa zvenyika’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE inokurudzira madzishe nevamwe vakuru vematunhu kuti vashandise masimba avo mukuchengetedza ...

Kubika nhopi yemanhanga

SVONDO rino Mai Ronika vekuGokwe vanodonongodza zvir pamusoro pemabikirwo enhopi yemanhanga. Nhopi iyi inhapitapi chaiyo ...

‘Ipfambi iyo, ndiko kwaakasotwa’

Kingstone Mapupu VABEREKI vemukadzi anoti ari kuitwa mukadzi nezinyoka iro rinomuyamwa, richipinda nemukanwa ...

8 years ago | July 21, 2016

Mukuwasha natezvara tiba!

Muchaneta Chimuka TEZVARA nemukuwasha vanonzi vakamutsa zvimbokoma ndokurwisana mushure mekunge vadhakwa pavaikurukura ...

Zb Bank yauya nezvitsva

Daphne MachiriBHANGA reZB Bank rakaparura chirongwa chakananga kurerutsira veruzhinji vanoda kutora kana kutumira mari ...

8 years ago | July 15, 2016

Gumbo regarwe rine chuma puu pamusha

 ‘Tinombomuka chivanze chizere netsvina yevanhu’ Chiwoko ichi chainge chakashongedzwa nechuma chichena, chitsvuku, ...

Mwedzi 6 achigara mubako

MUKADZI wechidiki wekuHighfield, muHarare, anoti akagara mubako kumapurazi ari pakati peSeke neMarondera kwemwedzi ...

‘Ndikakutsamwira unofa kana kuita rombe’

 ‘Ndinoziva tsaona isati yaitika’ MUSIKANA nherera wekuNew Mabvuku, muHarare, anoti akatsamwiswa nemunhu, munhu iyeyo ...

Mwana ndewani?

Mukadzi wemunhu oda  mendenenzi kuchikomba MUDZIMAI akaroorwa wekuChitungwiza anonzi ari kureva mendenenzi ye$150 ...

‘Akandipisira nevana mumba’

 ‘Iwe wakadanana  nemunin’ina wangu’ MUKADZI wekupisirwa mumba pamwe chete nevana nemurume wake achipomerwa mhosva ...

Anoda kuzvisungirira pabasa

Amager Mufema MUKADZI wekurambwa nemurume anonzi ave kuenda kubasa kwake achida kunozvisungirira achiti hapasisina ...

Zviri pachena seroadblock

CHOKWADI ine nhamo nenhunzi mombe isina muswe. Nhai vanhu vatema huroyi uhwo, huroyi, huroyi tinohudii kana ...

Anoisira mukadzi zvinovava mumbatya

Amager Mufema MUMWE mukadzi anoti murume wake ane katsika kekuisa huriri kana kuti hunye hunovava muzvipfeko zvake ...

Mubairo weku‘kecha’ mukadzi wemuridzi

Tafadzwa Mutsotso MUKOMANA wekunzi akahwapurira mumwe murume musikana waakange aroora amirira kuchata naye akazopotera ...

Mwana (12) akazorwa hiv nasisi (32) mubhawa

PANE mukadzi mukuru akamiswa pamberi pedare reChitungwiza Magistrates’ Courts svondo rapera akatarisana nemhosva ...

8 years ago | July 13, 2016

‘Chimoko’ chakakutsiranwa

Yvonne Chidochashe Manyanja MUKADZI wekudanana nemurume wemuridzi anoti akazvisikira moto muziso zvichitevera kurwiswa ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>