NHAU DZEMUNO

8 years ago | July 8, 2016

Murume anodzingwa pamubhedha negudo

MUKADZI wekuUzumba, kuMashonaland East, anoti akaparadzirwa imba yake kanokwana katatu apo varume vaimuroora vaiguma ...

Anoda kupinda namai mumachira

Gabriel Singano VANHU vaive mudare reHarare Civil Court vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati mwanakomana wake ...

‘Ndinoyamwiwa nenyoka’

MUDZIMAI akaroorwa wemubhuku raHuchu, kwaMambo Njelele, kuGokwe, ari kudemba achiti ari kugara achiitwa mukadzi ...

Hwindi ngaabve pa‘rank’

Izvi zvinotevera kubuda kwenyaya yekurwiswa nekubirwa mari kwemunyori weKwayedza, Kingstone Mapupu, nematsotsi emahwindi ...

Akapotsa afira $4

Vivian Mary Mashanda (32) wepanhamba 3402 Manyame Park, akamhan’arira murume wake, Tawanda Magonyo (35) kudare ...

Zvekusona zviri muropa: Vambe

. ‘Hapana chinotadzisa munhukadzi’ Muchaneta Chimuka MAI Rosemary Vambe (42), avo vane mukurumbira wekusona mbatya ...

Mahwani emushikashika werudo

IMBWA HAIHUKURE SADZA PANE rudo rwunotyisa. Rudo rwakafanana nekuisa nyoka yechiva chekuchiva muhomwe. Rudo rwekutsvoda ...

Akarohwa mimba ikabva

Esau Hokonya  ari kuGWERU MUSIKANA wekuGweru ane makore 27 okuberekwa akabva pamuviri mushure mekunge arohwa ...

Musashungurudze vakadzi vakafirwa: Chikukwa

VERUZHINJI vanokurudzirwa kuti vasambunyikidze shirikadzi nenzira dzakaita sekuvatorera upfumi hwavanenge vasiirwa ...

Akarohwa abvunza murume

NYAYA yekubvunza murume chikonzero chakaita kuti adzoke kumba munguva yehusiku yakaparira mumwe mukadzi wekuChitungwiza ...

Oda kuita amai mukadzi

MWANAKOMANA wekupinda nemwenje mudziva ndokuudza amai vakamutumbura kuti kana vakadzinga mudzimai wake pamba achasara ...

Chenjedzo kune ambunyikidzwa pabonde

KUPINDA mumatare edzimhosva, zvikuru uri munhukadzi, panyaya dzekumbunyikidzwa nenzira yechibharo kunogona kunetsa ...

Chitunha chemwana chakasanduka

. . . vakaona chava chemunhu mukuru VANHU vaiva parufu rwemwana wemakore mana okuberekwa kwaMambo Siabuwa, kuBinga, ...

8 years ago | July 1, 2016

chikomba chonamira pamukadzi wemunhu

‘Nemurume wake tinozivana’  ‘Ndinomuponda kana kuzviuraya’ MUDZIMAI wekuChitungwiza — wekuita gumbo mumba, gumbo kunze ...

‘Hatichada kuona mahwindi’

‘Vave kuita madiro, masikati’  ‘Vemutemo vakurirwa here?’ ZVICHITEVERA kubuda kwenyaya yekurwiswa nekubirwa mari ...

‘Mhiko dzedu dzeSatanism’

Uraya hama yepedyo urarame  Haushandise muchimbuzi  Unopinda mumba nepahwindo  Unofa nekuita tsaona bedzi MUKOMANA ane ...

Tiri kusunga mahwindi: ZRP

MUTAURIRI wemapurisa munyika, Chief Superitendent Paul Nyathi, vanoti vanhu vanoita zvechihwindi vari kutopara mhosva ...

Zimpapers yovandudza mashandiro

KAMBANI huru yadzo munyaya dzezvenhau muZimbabwe – yeZimpapers – iyo inodhinda mapepanhau anonganisira Kwayedza, The ...

Zvinoreva musoro wenyaya Matsotsi

Ticha Tichaziva “MATSOTSI” naRuby Magozvongwe ONGORORO: Musoro wenyaya iyi une zvaunoyeuchidza muverengi  kana kuti ...

Hwindi: Matishu ari musuweji

DAI mvura yemuKariba Dam isina kudzikira, ndaida kututa mahwindi ese kuti ndinoagezesa ndichiita ekutsika-tsika semagumbeze.