MAKOMBA emakuva mashanu anonzi akangofuma akacherwa pamumwe musha uri kwaMashayamombe, kuMhondoro, asi vanhu ndokutadza ...
HANZVADZI yaTavengwa yakarwara zvekusara munhu afanana nemakanda amenywa pabhanana. Tavengwa akazoudzwa namai vake kuti ...
KAZHINJI munhu akanzwa vanhu vachitaura pamusoro pechechi, anongofunga chivakwa kana kuti masowe. Asi kuUnit A, ...
KWAMAMBO Musana, kuBindura, kwakaitika mashura padunhu. Munyaya yemakunakuna, kune murume akadanana nemuroora, mukadzi ...
NYAYA yemuporofita uye wekuChitungwiza ari kupomerwa mhosva yekupisa zvakaipisisa mumwe mukadzi wechidiki apo anonzi ...
KWAYEDZA — bepanhau revanhu — rinoda kuzivisa vaverengi nevatsigiri varo kuti harinei nechekuita nezvimwe zvinyorwa ...
KASIKANA kaye kane makore 14 ekuzvarwa kemuHarare, kekureura kuti ndiko kakaroya mainini vako munin’ina waamai, ndokuisa ...
NYAYA yemwana uye anonzi akangotsakatika mugore ra2002 kupurazi reMvuranhema, kuMvurwi, yakwira makata sezvo murume ari ...
MAKOMBA emakuva aye mashanu anonzi akangofuma akacherwa pamumwe musha uri kwaMashayamombe, kuMhondoro, asi vanhu ...
GURUKOTA rezvenharaunda, mvura nemamiriro ekunze, Cde Oppah Muchinguri-Kashiri, vanoti munguva inotevera pachange pave ...
Yvonne Manyanja MUMWE murume anoti akazvambaradzwa kunge nyoka yapinda mumba natezvara vake mushure mekunge aenda kumba ...
Yvonne Chidochashe Manyanja IMWE n’anga yakachema-chema mudare redzimhosva ichiti inoda kudzivirirwa zvichitevera ...
MHURI inopinda chechi yeUnited Body Church (UBC) yekuChivhu, nguva pfupi yadarika yakasara isina neremuromo mushure ...
Amager Mufema SAMUSHA vekuendeswa kudare nemudzimai wake achipomerwa kudira mukaka pamubhedha waanorara anoti mukadzi ...
Amager Mufema VANHU vaive mudare vakaita sevachatyoka mbabvu nekuseka apo mumwe murume aive amhan’arirwa neaimbove ...
Amager Mufema MUKADZI wekuti ari kushungurudzwa nehanzvadzi yake kuburikidza nekuti mwana wake akachema husiku anonzi ...
VAKURU vakareva pavakati nhamo haibve pane imwe! Izvi zvinotsinhirwa nenyaya yakaitika kumumwe mukadzi wechidiki wekuSt ...
MUSIKANA wemakore 16 okuberekwa wemuHarare anoti akapinzwa mumabasa eSatanism ari kuchikoro nekusaziva apo akazotanga ...
MURUME saimba wekwaNyamweda, kuMhondoro, ari kunyunyuta achiti atadza kunzwisisa hunhu hwemukadzi wake achiti vasvitsa ...
VANHU vaiva pakati pebasa rekuvakira makuva ehama dzavo nekuaisa matombo zvose nekusakurira mubhuku raMushingaidzwa, ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey