MUPOROFITA wechechi yeBlood of Jesus Ministries ari kubvuma pasina kana nyadzi, kuti akaita makunakuna apo akaroora amai ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Amager Mufema MUROORA akamhan’arira tezvara navamwene vake kudare redzimhosva achichema-chema kuti vanogara ...
Amager Mufema MUMWE mukadzi akasvimha misodzi mudare achiti akatizwa nevana vake apo akange aenda kunovaona kuchikoro ...
Yvonne Chidochashe Manyanja MADZIMAI maviri ari pabarika akaendesana kudare redzimhosva apo mumwe aiti aoneswa ndondo ...
MURUME wekusatevedzera mutongo wakapihwa nedare wekuti abhadhare mari yemendenenzi pamwedzi yekuchengeta vana vake ...
“SHUNGU” naMemory Rugedhla (115-118) ONGORORO: Enderero mberi
IMBOFUNGA izvi. Mukadzi anogara nevarume vaviri muimba imwe chete — vose vachiti “mukadzi ndewangu”. Vatatu ava, mukadzi ...
N’ANGA ine mukurumbira yekuHonde Valley, kuManicaland, inoti pane nguva payaitora maminetsi 30 bedzi kubva kuMalawi ...
ZIMBABWE nemusi weChitatu svondo rino yakabatana nedzimwe nyika kupemberera zuva reAfrica Day. Zuva iri rinopembererwa ...
MUKOMANA wechidiki wemumusha weHopley, muHarare, ari kuti akashandiswa neimwe chechi ine mukurumbira iri muHarare kuti ...
MAKOMBA emakuva mashanu anonzi akangofuma akacherwa pamumwe musha uri kwaMashayamombe, kuMhondoro, asi vanhu ndokutadza ...
HANZVADZI yaTavengwa yakarwara zvekusara munhu afanana nemakanda amenywa pabhanana. Tavengwa akazoudzwa namai vake kuti ...
KAZHINJI munhu akanzwa vanhu vachitaura pamusoro pechechi, anongofunga chivakwa kana kuti masowe. Asi kuUnit A, ...
KWAMAMBO Musana, kuBindura, kwakaitika mashura padunhu. Munyaya yemakunakuna, kune murume akadanana nemuroora, mukadzi ...
NYAYA yemuporofita uye wekuChitungwiza ari kupomerwa mhosva yekupisa zvakaipisisa mumwe mukadzi wechidiki apo anonzi ...
KWAYEDZA — bepanhau revanhu — rinoda kuzivisa vaverengi nevatsigiri varo kuti harinei nechekuita nezvimwe zvinyorwa ...
KASIKANA kaye kane makore 14 ekuzvarwa kemuHarare, kekureura kuti ndiko kakaroya mainini vako munin’ina waamai, ndokuisa ...
NYAYA yemwana uye anonzi akangotsakatika mugore ra2002 kupurazi reMvuranhema, kuMvurwi, yakwira makata sezvo murume ari ...
MAKOMBA emakuva aye mashanu anonzi akangofuma akacherwa pamumwe musha uri kwaMashayamombe, kuMhondoro, asi vanhu ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>