Muchaneta Chimuka SVONDO rino Zimbabwe yakabatana nedzimwe nyika pasi rose kupemberera World Breast Feed Week. ...
Rudo Muchedzi SANGANO rakazvimirira reRise Up and Shine riri kubatsira vanasikana vekumaruwa nekuvadzidzisa kugadzira ...
Muchaneta Chimuka SANGANO rakazvimirira reKidzCan Zimbabwe — iro rinoyamura vana vanotambudzwa nezvirwere zvegomarara — ...
Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raBandera, kwaMudzimu, kuHurungwe, anoti aomerwa nekuriritira vana vake vana avo ...
Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, nguva pfupi yadarika vakaparura muzinda ...
Muchaneta Chimuka SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reWomen’s Action Group (WAG), rinoti veruzhinji vanofanira ...
VATORI venhau vanomwe vekumapoka akasiyana nemusi weMuvhuro vakapembedzwa nekuwaniswa mibairo yekunyora zvine udzamu ...
BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti riri mushishi kushanda rakabatana nemamwe mapoka akasiyana mukusimudzira nyaya ...
MACHIREMBA nenyanzvi dzezvechivanhu vanoti zvinokwanisika kuti mwana azvarwe aine nhengo mbiri dzesikarudzi.
MAMBO Njelele vekuGokwe nemudzimai wavo vari kurwisa nyaya dzekuroodzwa kwevanasikana vari pasi pezera uyewo nekuti ...
MUKADZI wemuHarare apererwa nezano nekuda kwedenda regomarara iro rakonzera kuti zamu rake rekuruboshwe riite buri hombe ...
BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti huwandu hwevanhu vari kunovhenekwa gomarara hwawedzera kubva pa100 000 kuenda ...
. . . sabhuku akapihwa $2 MUKADZI anopinda chechi yeJohane Masowe weChishanu uyo anga akaroorwa mubhuku raChitate, ...
VARAPI vechivanhu nevemachechi vari kukurudzirwa kushanda pamwe chete nebazi rezveutano nekurerwa kwevana mukuparadzira ...
SANGANO reNational AIDS Council (NAC) richange richipa vatori venhau mibairo yavo yepagore kuBulawayo nomusi weChina, ...
HURUMENDE ichabvisa mari yemiripo inobhadharwa nevarwere apo vanenge vachida kuwedzerwa ropa muzvipatara kutanga ...
SANGANO reNational Aids Council (NAC) mumakore apfuura rakange riri kutenga zvinovheneka chirwere cheSyphilis (test ...
Rutendo Shamaine Magadzire NYAYA ino yakanangana nekutsanangura mutemo uripo pari zvino maringe nekutapurira utachiona ...
Muchaneta Chimuka SANGANO rePopulation Services Zimbabwe (PSZ) svondo rapera rakaparura chirongwa chekurera mhuri uye ...
Freeman Dube KUFAMBISWA kwechirongwa chekurwisa kupararira kweHIV neAIDS mumabasa kwosimudzirwa zvikuru zvichitevera ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright