Nhoroondo SANGANO reNational AIDS Council (NAC) kubvira makore adarika ragara richishoropodza nyaya dzerusarura kune ...
Muchaneta Chimuka BAZI rezveutano nekurerwa kwevana riri kukurudzira veruzhinji kuti vave netsika yekugeza mawoko nguva ...
SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoti vanhu vakawanda vari kukundikana kuwana mashoko azere maringe nemishonga ...
Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka:
Kuna Chiremba Usiku hushoma hwadarika, ndaiita bonde apo kondomu randaishandisa rakabva raputika. Ndinofanira kuita sei ...
Munyaradzi Gunduza NGANO dzaivepo kuchengetedza vanhu vaMwari, tsigira pfungwa iyi nengano shanu dzinobva mubhuku iri. [25]
PANGUVA yekuve nepamuviri pamwe nekuyamwisa, chikafu chinovaka muviri chakakosha zvikuru kuna amai nemwana anenge asati ...
Muchaneta Chimuka VANHUKADZI vanoyambirwa kuti vasiyane netsika yekutora imwe mhando yemapiritsi ekuronga mhuri ayo ...
VECHIDIKI vane makore 10-24 ekuberekwa vanoonekwa vari panyatwa yekutapurirwa utachiona hweHIV kana zvichienzaniswa ...
Daphne Machiri MUNYORI mukuru mubazi redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Sylvia Utete-Masango, vanoti zvakakosha ...
Tadiwa Nyatanga-Pfupa SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoshanda zviri pamutemo kuti ringe richishanda mumabasa ...
NDAKASANGANA neimwe nyaya inorwadza uye ndinovimba kuti vechidiki vazhinji vachadzidza kubva kwairi. Ndiri musikana ...
MUSI 24 Kurume, Zimbabwe yakabatana nedzimwe nyika pasi rose mukucherechedza zuva reWorld Tuberculosis (TB) iro rakaitwa ...
Muchaneta Chimuka MADZIMAI mazhinji ayo anga achikundikana kuwaniswa rubatsiro rwekurapwa chirwere chegomarara ...
Muchaneta Chimuka SANGANO reMedicines San Frontiers (MSF) riri kushanda nebazi rezveutano rekanzuru yeHarare (City ...
Muchaneta Chimuka ZVAKAKOSHA kuti varapi vechivanhu nevemachechi vave neruzivo rwakadzama pamusoro pechirwere cherurindi ...
Muchaneta Chimuka MWANASIKANA anogara nevabereki vake mumusha weWarren Park, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwekuti ...
Muchaneta Chimuka ZIMBABWE iri kuita mabasa makukutu ekurwisa chirwere cherurindi asi dambudziko redenda iri riri ...
Tandayi Motsi GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti zvakakosha kuti vanhukadzi ...
Malven Mugadzikwa KAMBANI yeZimpapers Group nemusi weChipiri svondo rapera yakapa $10 449 kusangano reIsland Hospice and ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey