Muchaneta Chimuka KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno yeZimpapers neMugovera uno ichaita chirongwa ...
Malven Mugadzikwa ari kuCHINHOYI SANGANO reNational AIDS Council (NAC) rinoti mushonga mukuru pakuderedza kupararira ...
Phillipa Mukome-Chinhoi GURUKOTA rezvekuburitswa kwemashoko, Senator Monica Mutsvangwa vanokurudzira veruzhinji kuti ...
Munyori weKwayedza MBIRA dzinonzi dzine mhando dzakatsaukana izvo zvinoitawo kuti dzirire zvakasiyana zvakare ...
Muchaneta Chimuka NYAYA dzemhirizhonga – zvikuru kumadzimai nevanasikana – dziri kuonekwa sezvimwe zvezvinhu ...
Kingstone Mapupu MBIRA, mbira mbira! Vamwe vakanzwa zita iri vanobva vafunga chinyakare kana chivanhu chakadzama. ...
Diana Nherera KANZURU yeHarare iri kukurudzira vagari veguta iri kuti vatore mukana wechirongwa cheNational Polio ...
Thandeka Moyo-Ndlovu MUZVARE Linda Sibanda (48), avo vaifanira kutanga kubatsirwa nekurapwa chirwere chegomarara ...
Kingstone Mapupu DZIMWE nyanzvi dzekuveza matombo dzinoti zvivezwa zvavo zvinoratidza mararamiro evanhu akasiyana, ...
Kingstone Mapupu KUBVA pasichigare, vanhu vatema vanozivikanwa nekuenda kunokandira kana kuti kunobvunzira ...
Muchaneta Chimuka ZVICHITEVERA kuwanda kwemasangano anotsigira vanasikana ayo anosanganisira Sister 2 Sister, Zimbabwe ...
Muchaneta Chimuka ZVIRWERE zvinobata pfungwa zviri kuonekwa zviri dambudziko guru pasi rose asi zvisiri kunyanya ...
Malven Mugadzikwa CHUMA chishongo chinokosheswa zvakanyanya nemarudzi akasiyana, kusanganisira vanhu vemuZimbabwe. Kubva ...
Kingstone Mapupu PACHIVANHU pane zvinhu zvakawanda zvinooneka semucherechedzo wekuuya kwemwaka weZhizha izvo ...
Munyori weKwayedza VANHU vemuZimbabwe vakabaiwa nhomba mbiri dzekudzivirira chirwere cheCovid-19 havachasungirwe kupfeka ...
Muchaneta Chimuka ZVICHITEVERA kunyuka kwechirwere chemhetamakumbo kune dzimwe nyika dzinosanganisira Malawi ...
Kingstone Mapupu KUBVIRA nakare, pachivanhu mushonga wechifumuro nebute zvinoshandiswa zvakasiyana izvo zvinosanganisira ...
Kingstone Mapupu KUCHENGETEDZWA kwetsika dzechivanhu nezvimwe zvakasiyana kumakomo eNharira, kuNorton – ayo ...
Kingstone Mapupu MURUME anogara kuSt Marys, kuChitungwiza orarama nekuumba mavhasi anoiswa maruva achiatengesa rinove ...
Muchaneta Chimuka BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti zvakakosha kuti mutero unobhadharwa pakupinzwa kwemakondomu ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey