Muchaneta Chimuka — CHIRWERE cheAcute Rheumatic Fever (ARF) neRheumatic Heart Disease (RHD) ndizvo zvikuru ...
MHEMEBERO dzezuva guru reWorld AIDS Day idzo dzinoitwa pasi rose nemusi wa1 Zvita dzaswedera. Zimbabwe ichaita ...
MUMAZUVA mashoma anotevera, Zimbabwe ichange ichibatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva guru reWorld ...
— ‘Kuchivanhu vachinanga vabereki vangu’ — ‘Apa dambudziko richingoda kuchipatara’ Muchaneta Chimuka — ...
Muchaneta Chimuka — SANGANO reUNFPA, rakabatana nereGrant Thornton pamwe nekambani yeNyaradzo Funeral Services, ...
Muchaneta Chimuka — MUDZIMAI wekuEpworth anoti akarambwa nemurume wake uyo anova mupurisa zvichitevera kuzvara ...
MUMAZUVA makumi maviri nemashanu anotevera, tichange tichibatana nenyika dzepasi rose mukupemberera zuva guru reWorld ...
Kuna Chiremba NDIRI mukadzi ane makore 25 okuberekwa. Kwemwedzi wose wadarika, vanhu vaipfeka mbatya dzeruvara rwepink ...
Muchaneta Chimuka — SANGANO reIsland Hospice & Healthcare rinoti zvakakosha kuti pave nemushandirapamwe ...
APO nyika yava pedyo nekupemberera zuva guru reWorld AIDS Day iro rinogarocherechedzwa nomusi wa1 zvita gore negore, ...
Muchaneta Chimuka — KAMBANI yeZimpapers Group, yakabatana nesangano reIsland Hospice, ichaita mitambo yekufamba ...
CHIRWERE chegomarara (cancer) chiri kushungurudza vanhu vakawanda munyika muno, vangave vanhurume kana vanhukadzi.
Chikamu 2 SVONDO rino tiri kuenderera mberi nekudzidzisa veruzhinji kuti vangaita sei kuti vararame upenyu hwakanaka apo ...
KANA munhu aine gomarara zvinogona kunge zvichigozha kuti ange achigamuchira zvaanenge achinzwa mumuviri wake. Gomarara ...
Munyori weKwayedza — KANZURU yeNational AIDS Council of Zimbabwe (NAC) inopa mari yekushandisa muzvirongwa ...
Patrick Shamba — VANHUKADZI vane denda regomarara rezamu vava kuzoongororwa chirwere ichi pachena pachipatara ...
Muchaneta Chimuka — AINE makore 10 kuberekwa, Chipo (harisi zita rake chairo) akarasa tariro yekurarama mushure ...
Muchaneta Chimuka — SANGANO reAssociation of Urological Surgeons of Zimbabwe rakatara mazuva ekubvira musi wa18 ...
Lovemore Makurirofa — SVONDO rino kubva nomusi wa18 kusvika 23 Gunyana ivhiki rekucherechedza chirwere chegomarara ...
SVONDO tinokupai tsananguro pamusoro pegomarara rinodaidzwa kuti prostate cancer pachiRungu (repadundiro), iro riri ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>