Nhau Dzeutano

7 years ago | May 12, 2017

Musanwe mishonga yose-yose: Nac

Tadiwa Nyatanga-Pfupa — SANGANO reNational AIDS Council (NAC) riri kugara richitambira mashoko ekuti kune ...

‘Ndakatumirwa gudo’

Kingstone Mapupu — MURUME wekuSt Marys, kuChitungwiza, anoti akadzidza chidzidzo chekuti mudzimai wemuridzi ...

Haemophilia: Kasika kutsvaga rubatsiro

Muchaneta Chimuka — SANGANO reZimbabwe Haemophilia Association (ZHA) rinoti zvakakosha kuti vanhu vari kutambudzwa ...

7 years ago | May 5, 2017

vana havaone chitunha

— ‘Vanoita buka, jambwa’ — ‘Kuda chiRungu here?’ — Regai tsika iyi: Mambo Muchaneta Chimuka — ...

Rudo rwedandemutande rwune njodzi muhupenyu

Tadiwa Nyatanga-Pfupa (Communications Officer for NAC) — NYAYA dzekupinda murudo nevadiwa vakasiyana kana kuti ...

7 years ago | April 28, 2017

Hokoyo nemishonga: Zinatha

Kingstone Mapupu — MUKURU wesangano reZinatha, VaGeorge Kandiyero, vanoti madzimai maviri ekuBulawayo, avo ...

Varwere vepfungwa vawanda – Dr Pari

Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Prirenyatwa, vanoti vanoshushikana zvikuru ...

Kuve nhengo yecarg

Kuna Chiremba —- Ndiri mukadzi ane makore 45 okuberekwa. Ndakawanikwa ndine utachiona hweHIV nguva pfupi yadarika ...

vakapenga vageza mvura ine ‘juju’

. . .varoora 2 ndokufamba vari musvo Pamela Shumba — VAROORA vaviri — avo vakawanikwa pamhuri imwe chete — ...

Ndakatiza murume asi ndava kumuda

MUBVUNZO: Makadii Sekuru? Ndiri muzukuru wenyu akaroorwa zvakanakisa chaizvo, tikaita mwana wedu nemurume wangu. Hapana ...

7 years ago | April 21, 2017

Kudzivirira kutapurirana hiv

Kuna Chiremba Ndiri murume ane makore 52 okuberekwa nevana vatatu avo vose vayaruka.

7 years ago | April 14, 2017

unicef yakapa mabhasikoro 3000

Muchaneta Chimuka — SANGANO reUnicef svondo rino rakapa mabhasikoro 3 000 kubazi rezveutano nekurerwa kwevana ayo ...

Chirwere cheitsvo here?

MUBVUNZO: Sekuru, ndakanzwa chirongwa chepaStar FM muchitaura nezvechirwere cheitsvo. Zvimwe zvacho zviri kuitika ...

7 years ago | April 7, 2017

vana havaone chitunha

—‘Kutsvoda mufi ndiko kudii?’ — ‘Vana vanokura vasingatye’ Muchaneta Chimuka — TSIKA yekuonekedzana ...

‘Vhenekwai tb’

Muchaneta Chimuka — BAZI reutano nekurerwa kwevana rinoti zvakakosha kuti veruzhinji vavhenekwe chirwere ...

7 years ago | March 31, 2017

‘Huchapa bodo’

— Paramende yakamema kuMbare Muchaneta Chimuka — KOMITI yedare reParamende inoona nezvenharaunda, mvura ...

Mwana ochinja kuita zinyoka

. . . ogwesha nedumbu . . . achishita semhungu Kingstone Mapupu — ZVIRI kuitika kukamwe kamwana kekuEpworth, ...

7 years ago | March 24, 2017

vanhu 23 vakachekereswa vopfuka

Liberty Dube — MWEYA yengozi yevanhu 23 avo vanonzi vakapondwa kare-kare nevanhu vakasiyana vane mabhizimisi — ...

Akaita bofu amonerwa nenyoka

Kingstone Mapupu — MUKADZI anogara kuChitungwiza, anoti nguva ichangodarika akamonerwa muviri wake wose nezinyoka ...

‘Ngwarirai korera’

Muchaneta Chimuka — BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoyambira veruzhinji kuti vatore matanho ekudzivirira ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>