Nhau Dzeutano

8 years ago | October 14, 2016

Harisi datya, zvinoitika: Dr Manangazira

MUKURU anoona nezvekudzivirirwa kwezvirwere kubazi rezveutano nekurerwa kwevana (Director of Epidemiology and Disease ...

Zimpapers yobatsira kurwisa gomarara

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers Group, nemusi weChipiri svondo rino yakaita ...

8 years ago | October 7, 2016

Zvirwere zvorapwa pachena

HURUMENDE, yakabatana nevamwe vatsigiri, yakatanga chirongwa chekudzivirira nekurapa chirwere che”bilharzia” muzvikoro ...

‘Musangotenga mishonga iyi’

BAZI rinoona nezvekusimudzirwa kwemadiridziro rinoti riri kushushikana zvikuru nekutengeswa kuri kuitwa mimwe mishonga ...

8 years ago | September 30, 2016

Ziva nezvechirwere chemanyoka

CHIRWERE chemanyoka chinogona kungonyuka pane ipi zvayo nguva uye kana chichinge charamba chichienderera mberi ...

Island Hospice yosimbaradza mabasa ekubatsira varwere

SANGANO reIsland Hospice and Healthcare riri kusimbaradza zvirongwa zvaro zvakananga kubatsira varwere vari panhowo ...

8 years ago | September 23, 2016

‘Koshesai nhau dzehiv neaids’

MASANGANO enhau anokurudzirwa kuti akoshese kuburitsa nyaya dzine chekuita nekurwisa kupararira kweutachiona hweHIV ...

Mari yekurwisa aids netb

HOFISI inomirira nyika yeCanada muZimbabwe yakubatana nesangano reJoint United Nations Programme nemamwe mapoka ...

8 years ago | September 16, 2016

Zimpapers neIsland Hospice vorwisa cancer

KAMBANI huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpapers Group, iri kubatana nesangano reIsland Hospice mukurwisa chirwere ...

Maamburenzi evarwere vetb

BAZI rezveutano nekurerwa kwevana svondo rapera rakabatsirwa nemaamburenzi masere pamwe nemichina yekuvhenekesa chirwere ...

8 years ago | August 19, 2016

Vasikana 115 vakapa ropa kunbsz

Muchaneta Chimuka CHIKWATA chevasikana vanosvika 115 vari muboka rePledge 25 chakapa ropa kusangano reNational Blood ...

Zvekuita kumunhu anwa muchetura

Muchaneta Chimuka KUNE nzira dzakawanda dzinoita kuti muchetura unge uchipinda mumuviri wemunhu. Muchetura unogona ...

Diamond FM yoita zveutano

Tandayi Motsi NHEPFENYURO yeDiamond FM, iyo inotepfenyura iri kwaMutare uye iri pasi pekambani huru mune zvenhau munyika ...

8 years ago | August 12, 2016

Chitungwiza yovhiya varwere veitsvo

VARWERE veitsvo avo vakatarisana nedambudziko rekudhurirwa nekuenda kunze kwenyika kunovhiiwa vanotarisirwa kubatsirika ...

Ungaziva sei kuti une hernia?

VANHU vazhinji vanotambudzwa nezvirwere zvakasiyana nekudaro zvakakosha kuziva zviratidzo zvacho kuitira kuti munhu ...

8 years ago | August 5, 2016

Vovakisa kiriniki kwaSeke

VAGARI vekuWadhi 9 kumaruwa ekwaSeke, vari kubatana nekanzuru yeko, yeManyame Rural District Council, mukuvaka kiriniki.

Zivai nezvechirwere che’chicken pox’

CHIRWERE che”chicken pox” chinokonzerwa neutachiona hunozoonekwa zviratidzo zvacho mushure memasvondo maviri kana matatu ...

Inzwa kunaka kunoita rupiza

RUPIZA, urwo rwunobikwa nenyemba dzakadzvurwa kana kukuiwa, kubva pasichigare rwunonzi kudya kunovaka muviri uye kune rwuomba.

8 years ago | July 29, 2016

Vabereki vovandudza kiriniki kuMudzi

VAGARI vekwaMambo Goronga, kuMudzi, mudunhu reMashonaland East, vari kurumbidzwa nekuzvipira kwavo mukusimudzira nyaya ...

Zviratidzo vemwana ane kwashi

sezviri pamufananidzo vana vasingawane kudya kune mapuroteni akakwana ayo anovaka muviri vanoonekwa vachiondoroka kana ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>