Muchaneta Chimuka KOMITI yedare reParamende inoona nezveutano svondo rapera yakaparura chirongwa chekurwisa chirwere ...
Muchaneta Chimuka MUKOMANA wechidiki wekuArda Transau iri kwaMutare ari kutsvaga rubatsiro rwemari inokwana US$650 ...
Daphne Machiri GURUKOTA rezveutano nekurerwa kwevana, Dr David Parirenyatwa, vanoti zvakakosha kuti vanamazvikokota ...
Zuva iri rinopembererwa musi wa11 Chikunguru pasi rose uye gore rino rakapemberewa pasi pedingindira rinoti: ...
MA”PILES” itsinga dzinenge dzakazvimba dzichirwadza dziri kunzvimbo inobuda netsvina kana kuti nechemukati ...
Mashoko aya akataurwa svondo rapera nasachigaro wekomiti yedare reParamende inoona nezveutano nekurerwa kwevana, Dr Ruth ...
VANHU vanoputa fodya vanokurudzirwa kuti vasaputire panzvimbo dzinenge dziine veruzhinji sezvo zvichikanganisa utano ...
VANHU vanorarama nehusope svondo rapera vakapemberera zuva reWorld Albino Day paine kurudziro yekuti Hurumende ...
HURUMENDE inokurudzira makambani kuti ave nezvirongwa zvekurwisa kupararira kweutachiona hweHIV mumabasa nedonzvo ...
Vakataura mashoko aya mudare reNational Assembly svondo rapera apo vaipindura mubvunzo wemumiriri weWarren Park, ...
Kwayedza svondo rapera yakashanyira dunhu iri ndokuita hurukuro nevamwe vagari veko.VAGARI vekunzvimbo yemabhizimisi ...
SANGANO rinorwira kodzero dzevanhukadzi, reWomen’s Action Group (WAG), rinoti zvakakosha kuti veruzhinji vachengetedze ...
NYANZVI munyaya dzechivanhu vari zvakare mutungamiriri wesangano revarapi vechivanhu nevemakereke, reZimbabwe National ...
BAZI rinoona nezvekufambisa nekusimudzirwa kwezvivakwa nemusi weMuvhuro svondo rino rakapihwa rubatsiro rwemidziyo ...
CHIKORO cheMasawi Primary School, chiri kwaNyamweda, kuMhondoro, chinonzi svondo rapera chakambovharwa zvichitevera ...
SVONDO rino tiri kukaringa tiri kudhorobha reChitungwiza uko tichadonongodzerwa mabikirwo akanaka emazondo enguruve ...
ONGORORO yakaitwa neboka reZimbabwe Demographic Health Survey (ZDHS) inoratidza kuti Zimbabwe iri kuramba ichibudirira ...
HURUMENDE inorumbidza mabasa makuru ari kuitwa nesangano reZimbabwe Diabetic Association mukukusha kwariri kuita mashoko ...
SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ) riri kutenda vanhu vanopa ropa pachena sezvo zvichibatsira zvikuru ...
Zviri Mugapu NYAMA yemuswe wemombe machikichori chaiwo kana ikabikwa zvemhando yepamusoro.
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright