Nhau Dzeutano

2 years ago | March 9, 2022

Vashanyi vakabaiwa nhomba votanga kupinda muZim

Thupeyo Muleya VASHANYI vakabaiwa nhomba dzekudzivirira chirwere cheCovid-19 vakatanga kutenderwa kuti vapinde ...

2 years ago | March 7, 2022

Vatsigiri vobatsira Zim nemaamburenzi

Munyori weKwayedza ZIMBABWE yakapiwa maamburenzi masere nemimwe midziyo yezveutano kubva kumapoka akasiyana-siyana ...

2 years ago | February 28, 2022

‘Sputnik vaccine iripo inokwanirana’

Rumbidzayi Zinyuke ZVIURU nezviuru zvevanhu vakabaiwa nhomba yekutanga (first dose) yemhando yeSputnik V vaccine ...

Zvizere pakubaya vana nhomba

Tandayi Motsi BAZI reutano nekurerwa kwevana rinoti vana vane makore 12 kusvika 15 okuberekwa vari kubaiwa nhomba ...

2 years ago | February 27, 2022

Zvimwe zvirongwa hazvidi kukanganiswa

Yoliswa Dube-Moyo CHIRWERE cheCovid-19 hachifanirwe kukanganisa zvirongwa zvekurwisa HIV kuitira kuti Zimbabwe ikwanise ...

2 years ago | February 25, 2022

Chirongwa chafamba zvakanaka: Mahomva

Munyori weKwayedza HURUMENDE inoti iri kufadzwa nekufamba kuri kuita chirongwa chekubaya vanhu nhomba dzekudzivirira ...

2 years ago | February 22, 2022

Vanodarika 100 000 vabaiwa ‘booster’

Tandayi Motsi VANHU vabaiwa nhomba yechitatu (booster) yekudzivirira Covid-19 kusvika pari zvino vadarika 100 000 ...

2 years ago | February 18, 2022

Mutare yobayira nhomba mudzimba

Munyori weKwayedza KANZURU yeMutare svondo rino yakatanga chirongwa chekuti vashandi vayo vezveutano vafambe mudzimba ...

‘Covid-19 hainei kuti mwaka upi’

Tandayi Motsi naTalent Gore MAFUNGIRO ekuti chirwere cheCovid-19 hachiparare zvakanyanya mumwaka wekupisa haazi ...

2 years ago | February 16, 2022

Vakawanda vari kupona Covid

Tandayi Motsi VARWERE vari kupona kubva kuchirwere cheCovid-19 pari zvino chikamu che96 percent unove mucherechedzo ...

Vamwe havasisiri kudzivirira Covid

Columbus Mabika ZVISINEI nekuti Hurumende yakanyevenutsa mitemo yekurwisa chirwere cheCovid-19 nechinangwa chekuti ...

2 years ago | February 14, 2022

Vasina kubaiwa havahore: PSC

Bruce Ndlovu KOMISHENI yePublic Service Commission (PSC) inoti vashandi vose veHurumende vanokwanisa kuchidzokera kubasa ...

Vechidiki vokurudzirwa kukoshesa utano

Abel Ndooka SANGANO reGrassroots Soccer – iro rinodzidzisa zvenhabvu – riri kushanda nevechidiki kumativi ose enyika ...

2 years ago | February 10, 2022

‘Ipaiwo chenjedzo kune vemitambo’

Abel Ndooka ari kuCHINHOYI VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti varambe vachitevedzera matanho akatarwa neHurumende pamwe ...

2 years ago | February 9, 2022

Vanhu vakaremara vonzi vari panjodzi

Muchaneta Chimuka VANHU vakaremara mitezo vanonzi vari panjodzi huru yekutapurirwa chirwere cheCovid-19 sezvo vakawanda ...

2 years ago | February 8, 2022

Zvirongwa zvowanisa vakomana chenjedzo

Muchaneta Chimuka VAKOMANA vechidiki vemunzvimbo dzakasiyana dzenyika dzinosanganisira kuKaroi – avo vanova nhengo ...

Zvinodiwa pamusoro peLevel 2 lockdown

Munyori weKwayedza KUNYEVENUTSWA kwakaitwa matanho ekurwisa chirwere cheCovid-19 svondo rapera pasi peLevel 2 National ...

2 years ago | January 30, 2022

‘Mashoko ari kutinzvenga’

Bongani Ndlovu KUSHAIKWA kwenzira dzakajeka dzekufambisa mashoko pamusoro pechirongwa chekubaiwa nhomba yekudzivirira ...

2 years ago | January 28, 2022

Usatore mishonga yechivanhu kana uri kunwa maARVs

SANGANO reNational AIDS Council rakadzidza kuti kune mimwe mishonga, kusanganisira yechivanhu, iyo iri kutengeswa ...

2 years ago | January 27, 2022

3,2m vabaiwa nhomba dzose

Tandayi Motsi VANHU 3,2 miriyoni kusvika pari zvino vabaiwa nhomba zvizere dzekudzivirira chirwere cheCovid-19 ...